Wednesday, February 19

Mhuri Dzirikuchema Zvarwadza

To see your name on this list is one of the things that has just made me to admit that you're now nomore my brother.

 

 

 

 

I was watching the video Yesterday and l could see dead bodies everywhere and we didn't even notice kuti you're one of them.

It's so painful to learn that you're gone for good Gwinyai Magigah Mafi haaaa zvarwadza.

 

 

 

 

Tarasikirwa wena tongozviisa kuna Mwari.

Ku mhuri yose ye kwa Mafi kina Zambe uko tinoti nyaradzwayi nashe.

RIP my brother wayenda takarivara tisina kanafungidziro.

 

Bus drivers please please zivayi kuti makatakura vanhu uye ma bread winners ah chiiko😭😭😭

@highlight 

  • Share: