Nhai shuwa kuda kufa vasati vataura kune musoro wemwana iii zvivindi zvacho zvotoda discipline yakasimba aaaMhondi idzo ndopaunoona kuti vane moyo dombo zveshuwa. Nanhasi kana kuda kutaura pane musoro wemwana shuwa ? Ko kuchingotaura nhai veduwe ? 🙆Pamusoro apa, kuviga musoro ini kuri kundibanda pamoyo chaiko. Kuramba nemusoro wemwana veduwe 💔Nyaya inondipa shungu iyi ndohwa kuzarirwa neshungu and inondikanganisa zvekuti , ndakatohakira. Kusvika pakutofa munhu achiramba kubuditsa musoro waTapiwa ko kana vakabika ngavataure ka nhaimi. Zvakaoma veduwe, mhondi dzarwadzisa idzi .speed manyama yarohwa nemukadzi wa Tapiwa Makore snr yoo Tilder amboda kuteera azvitadza kkk asi na Thanks vachafumurana chete