Wednesday, October 02

Mai Nyathi Nhai Mwari Zvinorwadza Izvi

Mai Nyathi is not ok. Nezuro ndakambogaya kuti kuneta but nanhasi smile yavo vari kuita kuimanikidza and varikutoonekwa kuti pane zviri kuvanetsa or kuvarwadza. I wonder what's wrong with her. I started noticing this a few minutes star party yavo

 

 

 

 

yatanga. Maybe kune zvakaitika before live iyi or chiiko handizivi but vanotaura navo vari close kwavari vabvunzeiwo kuti are you ok. Titori concerned zvekudaro . What's wrong with Makhoti guys? She looks sad and miserable. That's not the Makhoti watajaira uyu. Chii???

  • Share: