MUIMBI, uye shasha yemadhirama, Freddy “Kapfupi” Manjalima, anoti chirwere cheCovid-19 chamuworora sezvo basa rake risiri kufamba sezvaaitarisira uye anoramba mashoko ekuti akahwapurirwa mudzimai wake — Precious “Mai Ngaa” Kabrito — neimwe shoroma yemuHarare.
Izvi zvinotevera mashoko ari kutenderera padandemutande kusanganisira paWhatsApp, Facebook neTwitter anoti Kapfupi akatorerwa mudzimai wake nemumwe muzvinhabhizimusi ane mukurumbira.
Kapfupi anoti pari zvino agere hake kumba zvakanaka nemhuri yake sezvo asiri kukwanisa kuita mashoo kana madhirama nekuda kwemitemo yakadzikwa neHurumende yakananga kuderedza kupararira kweCovid-19.
“Ichokwadi, mashoko ekuti ndakabvutirwa Mai Ngaa neimwe shoroma inonzi yaida kutibatsira kutsikisa dhirama redu remumigwagwa ndakaanzwa ndikatoabvunzwa nevanhu. Zvinonzi ini naMai Ngaa takarambana mushure mekunge ndaomerwa neupenyu munguva ino yeCovid-19 zvekutadza kuriritira mhuri.
“Chokwadi chiripo ndechekuti mudzimai wangu ndinaye, hakuna kwaanoenda. Zviri kutaurwa manyepo nekufoya kwevanhu,” anodaro Kapfupi.
Anoenderera mberi: “Dai Mai Ngaa vakabvutwa neshoroma ndaingozvitaura kuti ndakatorerwa. Ko vangani vanotorerwa vakadzi munyika muno nepasi rose? Hazvishamise, kana mukadzi aenda aenda kana iye murume anoenda wani wakatemba.”
Kapfupi anoti nguva ino yakaomera vaimbi nevanoita zvemadhirama.
“Nguva ino ma’artists’ tose zvakatiomera kusanganisira neni nekuti hatisi kuridza nekuunganidza vanhu tichiita mashoo. Ehe, kune vanogona kundibatsira zvangu handirambe nekuti zvinhu hazvina kundimirira zvakanaka.
“Kwatinoenda tichinosunza kwacho kumagitare nekumadhirama hakuna chiri kufamba sezvo tisiri kubvumidzwa kuunganidza vanhu. Nzara iriko zveshuwa takaomerwa asi mukadzi wangu Mai Ngaa ariko, tiri kutambura tiri tose.”
Kapfupi anoti akatarisana nedambudziko rekushaya midziyo yekuridzisa sezvo yaainayo pari zvino yasakara.
Zvichakadai, Mai Ngaa vanoti mashoko emanyepo ari kufambiswa ekuti vakatiza murume uye akananga kusvibisa zita ravo pamwechete neraKapfupi.
“Hongu zvinhu zvakaoma, tiri munguva yekurwisa Covid-19. Sevaimbi nemamwe maartists, zvinhu hazvisi kufamba sezvazviri kungoita kurumwe ruzhinji rwevanhu. Izvo zvekuti ndakatorwa neimwe shoroma mashoko atinongonzwa, ini nemurume wangu Freddy tiri kudanana moto.
“Tigere zvedu kumba nemhuri yedu uye tiri kutonyora dzimwe nziyo nemitambo yemadhirama yakawanda apo takangomirira kudzikama kwechirwere cheCovid-19 todzokera mundima zvakasimba,” vanodaro Mai Ngaa.
“Chokwadi chiripo ndechekuti mudzimai wangu ndinaye, hakuna kwaanoenda, zviri kutaurwa manyepo nekufoya kwevanhu.”
Info News
Solar Panel Installation in 2026: Save Energy and Reduce Costs
Introduction
rnrn
Solar energy is becoming one of the most popular renewable solutions for homeowners and businesses. Searching for “solar panel installation” indicates strong intent from users ready to invest.
rnrn
rn
Benefits of Solar Energy
rnrn
rn - Lower electricity bills
rn - Environmental benefits
rn - Government incentives
rn
rnrn
rn
Cost and ROI
rnrn
Initial costs can be high, but long-term savings make solar worthwhile.
rnrn
rn
Choosing a Solar Provider
rnrn
Look for:
rnrn
rn - Experience
rn - Certifications
rn - Warranty
rn
rnrn
rn
Future Trends
rnrn
Battery storage and smart grids are shaping the industry.
rnrn
rn
FAQ
rnrn
How long do solar panels last?
rnTypically 25–30 years.
rn
Personal Injury Lawyers: What Accident Victims Need to Know About Compensation Claims
Personal injury law remains one of the most important legal areas for individuals who suffer injuries due to accidents or negligence. Every year, millions of people are involved in car accidents, workplace injuries, slip-and-fall incidents, and medical malpractice cases that result in physical pain, emotional distress, and financial hardship. Personal injury lawyers help victims recover compensation for medical expenses, lost wages, rehabilitation costs, and other damages caused by accidents.
rnrn
Hiring an experienced personal injury attorney can significantly improve the outcome of a legal claim. Insurance companies often attempt to reduce payouts or deny responsibility altogether, leaving victims struggling to cover medical bills and everyday expenses. Attorneys understand how to gather evidence, negotiate settlements, and represent clients in court when necessary. Evidence such as police reports, medical records, witness statements, and photographs can strengthen a compensation claim and increase the likelihood of a favorable result.
rnrn
Many personal injury law firms work on a contingency fee basis, meaning clients do not pay legal fees unless compensation is successfully recovered. This makes legal representation more accessible for individuals facing financial difficulties after serious accidents. Experts recommend seeking legal advice as soon as possible because delays can impact evidence collection and legal deadlines. Understanding personal injury rights is essential for anyone involved in an accident caused by another party’s negligence.
rn