Wednesday, November 27

Huwandu Hwema Street Kuds Vana Ma 10 Years Vanorara Muroad Muna First Harare Hwawanda And Hurumende Hapana Xvairikuita

Huwandu hwevana vari kugara mumigwagwa yeguta reHarare huri kuwanda apo tinoona vamwe vevana ava vakarara mangwanani anhasi pamberi pezvitoro munaFirst Street. Vazhinji vevana ava pamwe nevamwe vanhu vakuru vanenge vakafuga

 

 

 

 

 

masaga nemakadhibhokisi vachitora zvinodhaka nekuitira tsvina pese pese sezvo munguva dzemanheru zvimbuzi zvekanzuru zvinenge zvakavharwa. Izvi zvinopa mikana mikuru yekunyuka kwezvirwere zvemanyoka.

 

 

 

 

— Muchaneta ChimukaMASANGANO anomirira kodzero dzevana ari kurumbidza mutemo mutsva uyo unorambidza kupinda murudo kana kushinha nemunhu ane makore ari pasi pe18 okuberekwa uye anobatwa nemhosva yerudzi urwu anogara makore 10 mujeri.

 

 

 

 

 

Insurance is very important if you can’t afford it get a loan but you will need good credit,

 

Loans 

Mortgage Is needed for you to get good credit and also having a bankruptcy Attorney is necessary . You Credit maybe affected 

Degree

  • Share: