Sunday, October 13

Hupenyu Haudi Kudaiso

Hupenyu haudi kudaiso 🥹🥹Aaahhh amai ava vanoda kusungwa at this age shuwa kurova mwana ne danda, this is so cold. Ko kusanyara kutora video. Vamwe varikurara musango kunamata kukumbira vana imi mukurova. On

 

 

 

 

 

 

another note mwana ndewenyu here uyu mune hutsinye imiTo the one who was doing this may she never find peace I don't care if it's her child or someone else may God deal with you 😡😡😡😭Nyika yashata wedu wee imagine kurovera mwana mucheche iyeye ne Danda kuti aramba kukuambaira 😢😢wy mom ,wy mom this is abuse

  • Share: