Pressure mubhora or muvhiri kwete muvanhu. Zvakubaya moyo!Hatiseke kuti munhu aenda kujeri, dai zvaisekesa taigara mbabvu dzichirwadza nekuti kujeri kwakazara vanhu vanoendako everyday vamwe vasina mhosva dzavakapara. Asi hativaseke nekuti vanenge vakatyoka vachiratidza kuzvininipisa.
Tinoseka kuti imi munokuza munhu anotadza asiri remorseful murwadziwe, mudzidze kusakuchidzira munhu paanotadza. Tese tinotadza and it’s heartbreaking for the children to see their mother going through all this process and negative publicity. It is sad because, all the money haichadzoke, vanhu vakatodyirwa mari. Dai jeri raidzosa mari dzevanhu taitofarisisa asi zvatovharana! Pain yacho yatove double.
Chero mukuru wenyika, doesn’t boast and challenge people publicly using his Power to the powerless. Even influential and powerful people they conceive their intentions.
“ Don’t take LAW into your hands!”
What I know is she is strong, she will turn the lemons into a tasty cocktail πΉ! I have watched a couple of videos wer the children appear to be intelligent and strong. I pray that this whole pandemic will not affect, and break them. Vakabirwa mari sorry zvenyu, you can start again yotozoita nhoroondo mufunge. Simba mukaka.
To the CAT family- kuda munhu kumuudza Chokwadi kana atadza, paanotadza mese makajamuka paPage, munhu anodzoreka. To the law fraternity of Zimbabwe πΏπΌ, you did well for defining what justice means but chiitiraiwo munhu wese nana Jakobho Sikala avo. Nyaya dzavo ngadziperewoka vashandirewo mhuri! Tinotenda!
To the Dunhu- I have seen many of you muchinditsuura, sorry henyu. Ndakudzokera kuContent yangu. Musarege kunditsuura! Kune wese wandadaira rough in C section, sorry!
I rest my case.
Changamire Is Peaceful!
π¦π¦π¦