Thursday, January 30

Oriyana na Baba Troy hanzi siyanai nenyaya yekunditedzera Kuimba Kwandinoita Na Jahprayzer

Ari sa Oriyano anosvota ngamamiswe ne Copyright very fastOrasa voice rake here getaway uyu anegodoIvoice rako iwe giraffe 🦒

 

 

 

Ska ochinja voice rake rakanaka nekuti rako rakafanana nerake here musade kuti tisakufarirei imi horyt kwacho inga wan last year wakangopedza usina kushaura nerako racho voice😂😂😂Oriyano kungoti

 

 

 

 

akanonoka kuzvarwa asi anotoyimba kukudarika🙄🙄🙄plus voice rake chero achitaura ndovoice rake saka ochinja nekuda kwei 🤨🤨🤨eeeehKupindura pachikuru ngavabate panzi zvakanaka kuitawo nzira yako wega nekut vane vachireminder vanhu of iye(JP) in their music kkkkk

  • Share: