Saturday, November 30

Dzivarasekwa Teacher Oponda Mwana Nekugera Bvudzi Zvese Nemusoro

Hey hey maTeacher epa Dzivarasekwa high school yes tozova kuti kuma government school vana vanorohwa but haurove mwana sewasvikirwa kudaro zvichiri zvega here izvi

 

 

 

 

Teacher ava ngavaongororweVana ngava terere instruction yateacher ndosaka mukuona vana vemazuvano vachiita kunge vanopenga oti kumba akarohwa zvonzi child abuse kuchikoro onzizve harohwe yooo kana ndimiwo

 

 

 

 

 

mwana kana atadza ngarohwe inga isu tairohwa vana varikudhereraEhe murimadofo mese kumhanya kutuka teacher manzwa here kuti akurohwerwei mwana uyu mese imi kubva 1999 kusvika 1990 ukoo makatorohwa kudarika izviii coz maisaiza ava ama 2k vari worse aifanira kumuvhuna ruoko

  • Share: