Uyu chero akatukirwa mwana handibatikane
Anotukwa vanhu vane aids kunge iye asina ,mhuri yavo asina ndeupi , uyu tukirai mwana zvekuti nekuti isu tine vabereki ,Hama shamwari dzakafa nechirwere ichocho not kuti vaida or vaihura
Ignorance at its best kune ma deadly disease ariko cancer etc not hiv , uyayo doreen mai vako vakazvitaura pa audio yakabuditswa na mai tt paye
Usanyepere kudzungaira
Ana baby daddy vako vese 3 vakakumitisa vaive negative usade kutiita mapenzi
Kuzvarwa mumhuri iyi it's a curse, unenge waita munyamaKuthreatener life yevamwe achiti ndokurovesai kunge ndiye mai vematsotsi emujoburgChorema chake chero chikatukwa 24 / 7 ndikoko Ivo vangani vavanotuka