Problem inoitika ndeye kuti vanhu vazhinji hatina respect uye hatina kurairwa pataikura. Shuwa mukadzi ane 30 years ungadanane here nemurume ane 57 years nekungoda kunzi badzi uri married. A 57 year old man is old enough to be your father not your husband. If u see a 57 year old man u have to greet them saying makadii, maswera here, marara mushe etc u can't say ndeipi n ukaona uchiti ndeipi pane error. Ukazoona wakuona kuti he is your husband pane error hombe. And if u do marry these old madhalas unonzwa neabuse, kurohwa, kuhurirwa kupihwa Mari shoma bcz musoro make anenge achiona kuti Uri mwana. Saka mwana kana akatadza anorohwa or kupanishwa and mwana haapihwe Mari yakawanda. Anototi atsvage wezera rake futi kwete iwe mwana we30. A life partner is your equal haakuone kunge mwana but a partner. Ukanyengwa nemadhara ramba and run with your life. Big red flag.Marriages should be built on foundations of love,loyalty,honesty and faithfulness
Chaunodyara ndochaunokohwa so says the good book
Itira vekwako sezvaunoda kuti akuitire rinodaro shoko
Hosea 8 v 7 inoti vakadyara mhepo vachakohwa chamupupuriNow stonyeni ya feli yambo zorora weduu wee ino Buda yave mhandara