❤️Ndiwe mbabvu yangu ndiwe. Thank u mamoyo #amainicky #nicolleta ❤️ Haaaaaa mamusicians Mota vazotengera vakadzi vavo veduwe haaaa zvirikuita vanhu vane mari kunze uko Saka vnhu vanemari kunze uku apa vamwe vaiti waperaNice Shumba mavagonera aMamoyo❤️😍
A prophet is not honored in his own country 🙌🏻Prophet Obey Tichafa Mukanhairi vanotaura zvinoitika than vana Papa venyu vanoswera vachikusvinai mari kuchurch muchiti I receive Papa , muchivapa mari chaiyo- chaiyo inobatika ivo vachikutii receive your money yemumhepo yausingafi wakawana muchinyeperwa nekuitiswa zvinhu zvakapusa sekutengeserwa ma wristband hanzi it's protection iye pamba pake pane Safe Guard 👮armed security for his protection😂😂😂Mark 6 Jesus said to them, "Only in his hometown, among his relatives and in his own house is a prophet without honor." He could not do any miracles there, except lay his hands on a few sick people and heal th
I bless you when you are like this I will bless you again when ua able to see me Then I will continue to bless you. Bee Wezhira 😃 do you remember when I prayed for you pakati peshop rakati ngwee.. Arisi drama here riya9 months wakatakura munhu uchirutsa uchigwara uchidii, obuda asina kufanana newe,hazvirwadzi here madzimai 🤣🤣🤣🤣. Ndairaira ari mudumbu kut fanana neni pliz kana uchida tisanetsana😃
I salute that guy He is a man kukunda chembere zhinji dzisingazive kuti love chiii iyaaa mwana mudiki mukomana uyo but He handle situation zviri calm and gentle .
The way these guys love each other kaaa dai maigona mazviteedzerawo uone kunakidza kwazvo🫶🏽let love lead,mukazowana mukana wekuvaona muvaudze hanzi naBecky kana mazofunga kuchata gore iroro Gown remuroora of her own choice it's waiting for her❤️ How about seeing them smiling eating lunch together today! Most people should learn from these two! And let's learn to remove bitterness from our mind
Aimbova murume wa Kikie uya weku likisa mavideo akukumbira kuti anoziva Panogara Tytie amuudze anomupa R5000 . Achitaura na Baba titi tolker Iye arikupomera Kikie kuti akamudyira mari yakawanda akatiza. Now the man is seeking to get his money back. Tytie l think it's better ubhadhare mari inodiwa zvipere unofurwa nepfuti mahara. Akatotadza kmuuraya kare now hazvchabude and ft ngachiziva kt takuzomupfachura isusu tichade zvmadhodhi ake izvo ngasiye mnhu aite zvelife yake
Uyu anedambudziko uyu Mai tt uyu ndiye munhu anokuparadza uyu haabve kumaghost kusanyara mwana wako kudii kuudza kuGhost kutsvaga dzvene ndiro dofo remukadzi iri haafunge anofunga nekumashureeeHandimufarire mukadzi iyeyu,haaite Tyra,anofarira wese anovenga Felly
😂😂😂😂its not body shaming but zvimwe zvoda kutanga wamira pa mirror before u live the house pama tops dai achipfeka peplums top ane frill aya they're so good for her not body top Shuwa mukadzi mukuru kutogeza kwakupfeka sooo, apa anonyatsoziva kuti body yake yakaita sei.Unonyatsoshaya kuti dzotora mushe here? Uuuuuumm Yoko imboenda kunoita brand ambassador kuma boutique clothing udzidziswe kupfeka zvinoenderana ne body yako 🚴♀️🚴♀️🚴♀️🚴♀️🚴♀️
A Zimbabwe Teachers’ Association (ZIMTA) bus was involved in an accident in Macheke on Monday where the driver died after a head-on collision with a haulage truck. ZIMTA Chief Executive Officer Dr Sifiso Ndlovu confirmed the accident. He said the driver Odreck Ndhlovu, born on 22 March 1973, passed on in a head on collision with a truck in Macheke. “We report sadly that our ZIMTA bus (Harare) was involved in a fatal head-on collision with a haulage truck in Macheke area this afternoon (Monday). “It is with great sadness that we lost the driver Odreck Ndhlovu. Ndhlovu was a dedicated worker who lost his life while on duty and we mourn the loss of one of our own.
Multichoice DStv has informed viewers of its intention to stop the broadcast of the religious TV network, Emmanuel TV. Emmanuel TV was set up by the late founder of the Synagogue Church of All Nations, SCOAN, T.B. Joshua. The development follows a controversial documentary against the clergyman by the British Broadcasting Corporation, BBC. The viral documentary features individuals purported to be former members of the church who confess to having experienced molestation and torture at the hands of the late prophet. In a message on screen, Multichoice said the discontinuation will take effect from January 17, 2024. The message read, “Dear viewer, please note that Emmanuel TV will exit on t