Wednesday, November 27

General News

January 23, 2024

Mashura Tom Jones Otuka Guva Ra Baba Judy Na Clapton Munhu Anozviuraya Itsvina Musamuti Rest In Peace Akamama Murume Mukuru Duzvi Hezvo

Munhu anozviuraya anopenga handina kana basa netsvina ini rest in peace kudii akamama murume Mukuru kuzviurara ndochii ichocho               Munhu anozviuraya haanzwise tsitsi tese tinawo matambudziko wani ukaona munhu anozviuraya haana basa nemunhu atori nehumbimbindogaHaaa izvo hazviña ndakapenga izvi kana ariwo mafiro acho unotongofa chete cos hazvishamise ari mumhepo akatogaya kuti ndazviitirei ...asi zvisisabatsiri..suicide inokonzerwa nedepression woshaya anokudzikamisa idi vamwe mudzimba umu varikuita suicide zvatisingazive kabisira unozongonzwa kuti astroker umwe angofuma akafa iri depression iyoyo ..             KUNGOTI VARUME HAVANA MOYO YAKASIMBA DAI VAKADZI VESE

January 23, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Ema Ochema Akabatwa Chibharo Kurarwa Na Naiz Boom And Hanzi Anokwira Vasikana Vese Ana Dhafu Netsai Wese Anenge Aripa Fromt Arikusvirwaaa

Ema ochema Naiza Akandishandisa Inini Na Moira Knight Hezvo 🤨Otaura Kufumura Zvese Zve Ku Naiza Boom Tereraiwo Haiboo Tean Rese Raivapo Dhafu Jatiwero, Netsai 😳😳😳                     Ema ochema Naiza Akandishandisa Inini Na Moira Knight Hezvo 🤨Otaura Kufumura Zvese Zve Ku Naiza Boom Tereraiwo Haiboo Team Rese Raivapo Dhafu Jatiwero, Netsai Vanorarwa Naye Mukomana😳😳😳             Hezvo 😳😳Naiza Boom Ofumurwa NaEma Aiita Ma Skits Na Tytie Oti Tapedza Kuita Movie Akandirara Kundibata Chibharo🙄🙄Hezvoo MashuraEma Otaura Kufumura Zvese Zve Ku Naiza Boom Tereraiwo Haiboo Tean Rese Raivapo Dhafu Jatiwero, Netsai 😳😳😳

January 22, 2024

Nyika Yashata Baba 53 Year old Vobata Mwana 13 Year Old Chibharo For 3 Years Step Mother 47 Year old Vachibvisa Nhumbu Dzacho Beitbridge Cross Border Vasungwa 4 Years Chete Why

bid by a 53-year-old Beitbridge-based cross-border transporter to stop his trial for raping his daughter over three years from August 2020 when she was 13 now goes to the defence after the local regional magistrate dismissed his application for discharge after the State made its case.           Beitbridge Regional Magistrate Mr Innocent Bepura ruled that the man had a case to answer and so has to be put on his defence from tomorrow.Later that evening, when everyone retired to bed, he stayed with her and helped her with school holiday work. He caressed and raped her while she sat on his lap.           The man tried to rape the girl in her bedroom in October 2022, but failed after finding that her elder sis

January 22, 2024

22 Year Old Morgan Njanji Manyere Ouraiwa Nekurohwa Mushure Mekunge Aba Itel A 56 Kufira Itel Vamuuraya Vasungwa

MUTARE-A 22-year-old man, Morgan Njanji Manyere from Magudura village, Chief Nyashanu was recently murdered by a mob of 11 for allegedly stealing a mobile phone. Manyere was suspected of stealing the phone at Chingombe Business Centre from one of the murder suspects, Tawanda Masa.           Acting Manicaland police spokesperson Assistant Inspector Wiseman Chinyoka confirmed the incident in which Manyere was battered to death for failing to produce the lost cellphone. “Masa lost his Itel A 56 cellphone at Chingombe and suspected Manyere to have stolen it from him. Masa teamed up with three other people and dragged Manyere to a nearby bush where they assaulted him while instructing him to produce the cellphone,” said Ass In

January 22, 2024

Pakaipa Jeri Rema Soja Harizinyore 2 Masoja Akasungwa Abatwa Ne Ivory Nyaya Dzenzou Wilfred Minesi 38 and Virimai Nyandoro 36 Mutongo Wavo Ma 1

Two Zimbabwe National Army (ZNA) members were on Thursday sentenced to nine years in jail for illegal possession of ivory. Two Zimbabwe National Army (ZNA) members were on Thursday sentenced to nine years in jail for illegal possession of ivory, reported NewsDay.         Wilfred Minesi (33) and Virimayi Nyandoro (36) who were stationed at One Commando Regiment in Harare were hauled before Magistrate Ruth Moyo. Their alleged accomplices Maxwell Nduna and Micheal Zhaunkinyu were acquitted due to lack of evidence.Allegations were that on 02 April 2021, detectives from CID Minerals Flora and Fauna Unit Harare received information that two men were looking for potential buyers of elephant tusks.           D

January 22, 2024

Zvinorwadza Izvi Beauty Munyongani Akauraiwa Ne Zuro KuMessina South Africa Tiri Kutsvagawo Hama Dzake

Kuri sei.. kumbirawo muposte mugroup kana zvichiita. Tkkutsvagawo hama dzemusikana anonzi Beauty Munyongani anobva kwa Rusape kwaVheremu.             Akashaya nezuro kuMessina. Hama dzake dzifone or app pa 0672186372. Please hide.             Ndizvo zvinonetsa munongotamba nekugarisana musingazivewo hama dzevamwe venyu kana pazoita dambudziko mava ana hide futi haiwawo maZimba tisadaro mhani

January 22, 2024

Mukadzi Wababa Judy Oti Clemence Handisi Kuzvigamuchira Wangu Mutume Mupenyu Haana Kufa Mumwe Moyo Urikuti Imistake Achadzoka Kuvana Baba Judy Naclepaton

😭😭😭😭 kamwe kamoyo kari kumboti no mhani, vaita mistake haasi iye afa baJudy mupenyu. I still have hope yekuti Clement achaposta papage pake zvaaingoita. Haangambovi magumo aBaJudy aya, vane pavari chete. Hazviiti 😭😭😭😭           I dont support suicide but kana wasvika pa point yekuzviita why involving other innocent people in your death?             Now the driver of that car asarwa ne life time trauma and his life will never be the same. Kana wafunga kufa , ifa wega pasina kukanganisa vamwe varikuzviraramira

January 22, 2024

Vabereki Vochema Nhai Mwari Nyaya Inorwadza Iyi A 14 Year Old Girl Obatwa Chibharo Na Combi Driver Nemahwidi 2 Varume 3 Achibva Kuma Extra Lesson Akanga Asara Ega Mu Combi

  Bulawayo family whose daughter was allegedly gang-raped on her way home after attending extra lessons              According to the Chronicle, the victim (name supplied) was traumatised and attempted to take her own life twice, prompting her family to take her to psychologists for counselling. The girl was allegedly raped by three men who were travelling in a Honda Fit vehicle plying the Mpopoma-Nkulumane route.On the day she was attacked, the victim had just finished her lessons when she boarded the vehicle which had four other women onboard.             The girl’s mother said the matter was reported to the police last year, but no arrests have been made as no

January 22, 2024

Zim Socialite Baba Judy na Clepeton died

ad news reaching our team baba Judy a well known Zimbabwean socialite based in Capetown was found dead             One of the witnesses told Zimbolivenews he went to meet someone who wanted to give him some luggage to take to Zimbabwe he got run by a vehicle and died on the spot        Hanzi akaenda achinosangana nemunhu aida kutumira mabag mheno bridge rekupi murume wacho akati akasvika Baba Judy can’t get fon haichadairwa but muroad naive nemunhu aive akarara akatsikwa apa ndivo havo

January 22, 2024

Zvinorwadza Izvi Combi Drive Chiiko Nemi Mutorine Mweya Wekuda Kuuraisa Vanhu Kombi Yanyura Kuuraisa Vanhu

Zvinorwadza Izvi Combi Drive Chiiko Nemi Mutorine Mweya Wekuda Kuuraisa Vanhu Kombi Yanyura Kuuraisa Vanhu                                

92 93 94 95 96