Chelsea pora shaaaa usarwadziwe ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธAsi Chelsea amboti arwadziwa here ndopamune problem maZim mongo funga kuti ma baby mama vanorwadziwa maya munhu anenge atori busy kunakirwa nehu single mama asingato funge baby daddy newife yavo e Asi Chelsea amboti arwadziwa here ndopamune problem maZim mongo funga kuti ma baby mama vanorwadziwa maya munhu anenge atori busy kunakirwa nehu single mama asingato funge baby daddy newife yavo e Haana kana basa nazvo Chelsea uyo achatozoroorwawao agotoitao imba yakeIt's funny how people seem to hate vanhu vari happy muma marriages avo ๐๐๐ &
SPAR employee has not been fired,boyfriend in hot soup for leaking the video..read moreSpar says they agree with Women For Change’s sentiments that “She didn’t do anything wrong! She definitely did not consent for the video to go onto social media! The person who leaked the video is the one who needs to be held accountable! They further say they’ve offered her counselling and support during this difficult time. # that’s what we needed it’s enough we can’t have men leaking our videos and get away with it ,when we like or love we trust so men must respect that
Vana vadiki vari kupera veduwe vabereki ndivo vave kuviga vana๐ญ Pane musikana uyu anonzi Nyasha Muvoni N aita accident Pana Corner Strandfontein Road na 11 Avenue Eagle Park, Capetown SouthAfrica akafira ipapo,anga achifamba arimuneimwe mota ndobva yarohwa kuside raanga Ari Kuma Past 4pm ,9 Feb 2024,kana pane vanomuziva.
Mazvionawo Here Zvataitirwa Na Seh Calaz Mubhanditi Toona Zvombo Zve Iraq ๐ฎ๐ถ ka mufec anovapa ndokaziva kanobheja 100 kuti hapana ane mb#ro seyakeNdosaka Ane vana hobho ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ
Highfield man commits suicide after wife catches him sleeping with another man.Roy Joe Gono the deceased was married and a Soldier allegedly drank poison at his boyfriend’s house in Highfield. funeral already started. We are still gathering more information but our sources said he will be buried in Mhangura.
Vanga vasina kundzwa ma audio Marve achiudza mai va poki kt stay in ur lane ayo,vamwe tirikuziya kt mamandzwa siyai vasina vandzwe,otoisa pandzeve volume iri too lowI'm team Marve haaa Pokello wanya waiti wakagona kutora murume wemunhu nhasi watiregwa nehama yako for that matter ๐Imi rege zvinzi mumadzinza umu makatakura kurema shuwa. Ukaona tete voudzwa zvehutoxicity nechana chevahanzvanzi then where is the lie.... tinozviramba zvemumba mavo izvo zvaunzwa newehukama hwepadhuze kudai tisu anani hedu.. Asika let's preach love and support in these families. Zvecompetition kazhinji ndozvinozotisvitsa apa. Tete vaifanira kutora mwana wehanzvadzi yavo vogarisa
Denis Mukono commits s~icide and asked to be buried on Valentine Dayyoung teacher Wednesday, February 7, committed s!ic~de after he was rejected by his ex-girlfriend. In a note left behind, Denis Mukono Mwaniki remarked that he could not envision seeing the girl fall in love with someone else hence the decision to take his own life. The young man further laid out details of how he would want his sendoff to be conducted indicating that he wanted to be laid to rest on Valentine’s Day, February 14. “Just decided to rest in peace. I have tried all means but it has been in vain,” the suicide note read in part. He further left the contacts of his girlfr
Evangelista Hanzi Lorraine Guyo Idako Mhata Yemunhu Inovhaira Apa Hauna Mari - Nelia Kadungure Imbinga and Very Humble Ndimi munoda kwidza wanhu ndege dzemashanga chii chinonzi lorain Chaishamisira paNandos ye6usd chiiko, akadiu kungoti okay mirai tipedze kudya Azoonekwa ainewe nyaya dzacho dzaizobuda nepamwe ur behaviour shuwa haaite kuti aite associate with youwho wouldn't be embarrassed kuonekwa ainewe ๐น๐น๐น๐น Loraine akagona
Firstly holy gumi your choice of words haaite but newe Chelsea unazvo why.Me today am going to lay the truth kuna Chelsea dear kana Ari kuchengeta mwana move on sweetheart. He will continue to degrade you until akusiya wakashama. He will look at you like a bitter baby mama or rather desperate baby mama. Iwe ndiwe Uri kunyadzisa and let it go and move on dear still holding it will not work wangu. Acharamba achiita insults why entertain him and focus on your baby and one day zvichanaka
Video Remukadzi Wekurohwa Nevakadzi Veku Hatcliff Akarara Nemurume Wemunhu Rabuda Zvakaoma Zvavaiyita. https://x.com/iamtheepreacher/status/1754822759048167883?s=46&t=uJorJoQzYc62uzeeol0pSQ A video has been trending on Twitter where several women ganged up while beating another woman, who they alleged to be a homewrecker, senselessly in a ‘street justice’ style attack has outraged many Zimbabweans. according to an X user who shared the video, The incident took place in Hatcliffe, where a group of women were beating an unnamed woman. According to the comments, the victim was dating a married man, and the other ladies took matters into