I think vanhu vakaita saJoey neni, toda live yekungozhamba chete coz haaa it’s not easy to run a business remotely.Mukoma Gwaku vakati chembere dzeEngland dzoita manyoka havaite constipation sekuno so kutoshinga πππππNo π© harina kurema kubata but she thought she could enjoy both and vana vowanawo nhaka yedzidzo .She was a good business lady but kana usisipo assigning people is very hardPamelah usadaro iwe, she is giving a good advice. UK Is overrated, ini hangu l was not doing well in Zim but l regret coming to UK leaving another country kwandaive.Vamwe zviri kuvaitira though but yooo , zvinoda kushinga.
Tytie ashaisa ma fans e zvitunha family mufaro muma streets umuWe should understand that vana ava vadiki and travelling yacho yavari kutoita at their age means they’re doing well because kune vanosvika pakufa muZimbabwe vasina kumbosvika Joni chaiyo saka it’s still a win.And the fact yekuti they’re ..choosing to explore the world and still sticking to their budget shows kuti they’re focused.It doesn’t make sense kunorara kuresort kwamuri kuda kwema$500 per night when they still have a long way to go.Chikuru kupinda munyika yacho vamwe tikutovavarirawo kukwira ndege hayo kusvika paJoni zvikuramba wena zvavatoita so far nezera it's a lot
Nhaimi vana vepachikoro changu mapindwa neiko π₯Ή, how I wish sir Mudhege was still there saheadmaster aihwa 2016 within some months tanga tanaka mastream ese order vakamboiwunza pavana vepaSeke 1 zvino imimi uumm hamheno Mwari ndiye anozivaPqmuchabvisa tumableza utwo ndopamuchaona kuti kuita pamuromo hakushandi unoshashaya chero yekutenga tishu ukashandisa mabwe nedzungu iroroTo be honest they sound innocent ... they are teenagers its too be expected ...they didn't say anything wayward chatingati mahure havana kana kutaura anything explicit...gove them a breakBut vatadzei lol i am not gonna sit here and pretend i spoke sense all the time when i was that age the difference is that we never recorded ourselves ,
WHAT WAS KUDZI KEITA’S REAL NAME AND WHAT BUSINESS WAS HE REALLY INTO IN MZANSI AND IN ZIM? . . . H-Metro establishes that he used different names . . . Some say he was a diamond dealer and a hustler THE first thing which would hit you about Kudzai Keita was his SURNAME. It’s not a common surname in Zimbabwe and rarely does one find it being associated with a name like Kudzai. It’s a surname which is common mainly in the West African states of Mali, Guinea, Senegal and Cote d’Ivoire. That is where you find the likes of Salif Keita, the legendary Malian singer and songwriter, and his namesake, Salif Keita, who was the African Footballer of the Year in 1970. The Keita dynasty ruled pre-imperial and imperial Ma
Lonlisha Opindura & Responds to Nyaya ye Accident & Ma Hure Akubuda Achitaura Zvekuchengetwa na Keita ππΌππΌππΌπ₯π₯
By Political Reporter- Two vehicles of President Emmerson Mnagagwa’s aides have collided in Mvuma. Reports say that one of the army vehicles was driving in the oncoming traffic lane.A number of soldiers were injured and were transported to nearby hospitals using private vehicles,” said the witnesses. The Police are yet to confirm the accident, with ZimEye also striving to gather facts surrounding the accident.
Sha hanzi aita accident pekutanga but it was minor angokuvara ruoko negumbo then the wife obva adriver kwakuita accident kechi 2 kwakufira paspot namhamha vake veswLonisha anochekeresa gore riya obert nhas ds aaah kuroorwa it's not fr herRIP mafiro acho anorwadza zvisingaite ndini ini nani tirikuona kunge mbinga zhinji dzirikufa nema accident chii kufarisa here munhu achidriver imhepo here kuroiwa here mubvunzo urikundinetsawoMunhu wese unoda murume akaita saShumba vaMai tt...murume uya amira nemukadzi wake.
Ndiyo accident. Rest in peace kudzie, mother in law and healing kuna lonlishaTinashe G Matungwana murume hnzi afa naMai vake mukadzi ndiye akwara zvakanyanya Zvinorwadza Izvi Kudzanai Murume Wa Lolisha AshayaKudzie zvakaoma. It's true lolisha husband vaita accident he died on the spot with his mother lolisha akuvara too bad. Information yandanzwaNdamerera this is life is too short guys mmmm Zvskaoma ndarwadzirwa πHaaa nhaimi ndazomziva ππππ ende arasikirwa uyu aive zirume shuwa
Aana kuita jet left here yatosidzwa kana wakwira ndege Get well soon Mai madhuyuVatanga all in the name of content. Next thing she miscarriaged argue alone on my comment ochadzwa ladies association nhaiwe muroyi hanti toroya tese nhai imi Vanna ve zvigureNo weapon formed against you shall prosper our enemies they shall not succeed get well soon my daughter l pray for you it is done
Muimbi mukuru Hwindi President wekupwanyirwa imba nehurumende atorerwa mota nehurumende zvakareImba yakapazwa, 2 wks back accident nw mota yatorwa ....haaaaa imboenda kumusha ukutsomwa wangu