Tuesday, November 26

General News

March 18, 2024

Nyaya Yashata Iyii Paita V11 Moreblessing Sister zya Wicknel Ndiye Arikupa Tatelicious Nyaya Dzekuti Vana Va Sonja Ndeva Tazvie Mhaka Yangove Nyaka Nyaka

Ko kunyora zibhuku zi paragraph ukuda kuti ani averenge. 不不不不   KUVHUNDUKA CHATI KWATARA不不                   MAN TO MAN , I am doing my live show !!!!!Tazvi ita hlooooo ku tyoka chaiko. Handisi wekwa Chivayo ini不不不 Pedzerana na Moblessing sister ya Wicknel .She is my Source!             Tazvi Mhaka Oramba Kuti Ndiye Baba Vevana Va Sir Wicknell Handina Kumbodanana Na Sonja Chivhayo Tatelicious Anonyepa

March 18, 2024

Thomas Mapfumo Opindura Wicknel Chivhayo Ndogara Nemota Dzangu Dzine Ngura Idzidzo Handide Zvinhu Zvekuba Ma Zimbabweans Achitambura

Thomas Mapfumo Akati Regai Ndifone Uyuu Ndiye Mudhara Chaiye Anomisa Zvichiripadhuze Wicknel Apindurwa不云 Pafair arikutaura chokwadi munyika yakarongeka munhu anozvishandira ozvitengera yake yaanoda  Kwete kupiwa, Chokwadi chinorwadza especially kuma Zimbabweans hamudi chokwadi, rakufarisa zidhara iri nxaaaa ikokushaya sembutu              Thomas Mapfumo Opindura Wicknel Chivhayo Ndogara Nemota Dzangu Dzine Ngura Idzidzo Handide Zvinhu Zvekuba Ma Zimbabweans Achitambura云云云 Itai mushe mudhara imi ,musatuke wedzinza rangu nyangwe ndaikufarirai nekuda kwemusic yenyu ,Madi kutaura arikupa vanhu Mari kuti agadzirise nyika kwete kutaura nezve Jah prayze ,wadi iwe wauya kuzogadzirisa nyika yacho

March 17, 2024

Madamboss Germany Show Yonxi Kukundwa Ne Dare Ra Headman Chigodora Mazimba Haana Kuva Support Zvese Zvaive Zvenzara Nzara Pakaipa Zvionerewo Zvakanga Zvichiitika Ikoko

Handiti ndakakuti dzosa mari yaChipo iwe Mhofela ukazviita Chibhrighadhiya chepaJemeni , ChiJemeni Tanker..Nhasi zviripi high tea kunge kadare kekwaSabhuku kari kuitirwa mubako           Hodzeko mbiri hayisi yavo 不不不不不不aaaaah gyz wanhu wepafacebook munebasa, pandatoona ichi ndatombodzokera kupage kwangu kuti asi ndakachinyora ndakadhakwa, dai muchizoeditor muchindikumbirirawo kaaa than kueditor muchitondinyimisa, akagadzira ichi kana iri hono kana hadzi ayihwa yakanyanya ko kutozoona blue tick iripo wena ndozviramba ndichitiwo ipapa             Kukundwa nedare ra Headman ChigodoraPafeya zvanga zvisina ka That kuita kusauka sauka, vaisatombo fanira

March 17, 2024

Accident Yaitika Pa Race Cource Harare Ma1 Mwedzi Uno Ma Tsaona Awanda Ropa Radeuka Veduwe Ngatinamatirei Mweya Uyu

Holiday ma1 every Holiday panodeuka ropa rakawanda Mwari pindirai pamigwagwa hama dzaperaNdaiwona ma1 ndatombomirapo hey mfana aputikirwa netyre abvaalooser control kwakuchaisana nemurungu but hapana afa             Tsaona yaitika pa Race Course ma1 we thank God hapana afaUmmmm zvirikumbofamba seiko dai mwari vatibatsira this month yarwadza mwariweee             Zuro ndakaona pakacherewa Parikutoiswa Traffic light because zvanyanya. We thank God for preserving lives Ummm ropa radeuka veduwe ikokutanga kwegore kudai ko parinozoperera唐唐

March 16, 2024

Nyaya Ya Madzibaba Ishmael Yaxooma Manje Vavekutotongesa Mapurisa Handina Mhosva Ndaivhengeta Mhuri Dzinosvika 200 Imi Maivepi Makuwa Ofukunurwa Ku Canaan Pane Nyaya Hombe

Ishmael Chokurongerwa, a self-styled prophet and leader of Johane Masowe (Gore Jena Penyeranyika), who was arrested earlier this week, claims that his sole “crime” is caring for approximately 120 families residing at Plot 6, Lily Farm, in Nyabira, reported H-Metro.             During his bail application before Norton resident magistrate Christine Nyandoro on March 14, Chokurongerwa asserted that he has led a violence-free life since his 2014 conviction and is currently recovering from food poisoning that occurred in September last year.             The charges against him include contravention of Section 3 (1) and (2) of the Burial and Cremation Act 5:03 and Section 7(1) and (

March 16, 2024

Mashura 23 Year Old Tinashe Marufu Otongerwa 25 Years Mujeri Mhosva Dzake Dzakawanda Mukomana Uyu Yoyo Pazera Iroro Arepa Vanhu 25

He will effectively serve 24 years and eight months in jail.MASVINGO – A 23-year-old Masvingo man will taste freedom when he turns 48-years old after being sentenced to 25 years in jail for 17 counts of armed robbery and robbery.             Tinashe Marufu of Shumba Street in Mucheke was sentenced by Masvingo Magistrate Elizabeth Hanzi on Monday.             Magistrate Hanzi initially sentenced him to 36 years in prison and suspended 10 years for good behavior and another year on condition that he restitutes his victims.             His co-accused Jacob Enjoyment Banda (36) from Gwanda was sentence to 21 years after he was spared the

March 16, 2024

Jesu Vana Venyu Zvavaparara Iyi National Disaster Yakonzerwa Na Driver Aita Negligence Driving Pafa Vanhu 40 Ma Puctures And Video Hazvina Kumira Mushe MHSRIP

Blue Circle yemu Karoi was involved in a head on accident ne City Bus along Masvingo - Beitbridge road nezuro manheru kwai driver we Blue circle and 30 passengers vafira pa spot 唐, RIP                       Check your family please pafiwa head-on collision involving Blue Circle Bus and City Bus near Beitbridge. 劾 The City Bus was en route from SA, and the Blue Circle from Karoi to Beitbridge          Zvinorwadza Izvi Vane Hama Dzabva JOBURG TO HARARE Ne City Busy Pafiwa Zvekuti Nhai Mwari Driver Uyu Ndiye AurIsa Vanhu Nhasi Makuseni

March 16, 2024

Prophet Passion Java and Wife Lily Donate Ambulances to Transform Zimbabwes Health Sector

Prophet Passion Java and Wife Lily Donate Ambulances to Transform Zimbabwe’s Health Sector.   In a positive development, Prophet Passion Java and his wife Lily have made a generous contribution to the health sector by donating two much-needed ambulances through their foundation.   A reliable source told iHarare that the United States-based couple recognized the pressing need for ambulances and took the initiative to support healthcare services in Zimbabwe.   By donating the ambulances, the source said Passion and Lily Java, hope to inspire people to give back to the community. The source indicated that Prophets Passion and Lily Java know that Zimbabwe needs more than just two ambulances and this donation is just a glimpse of more t

March 16, 2024

Pashata Wicknel Chivhayo Oti Handipe Vatengesi Mota Ricky Fire Waisvetuka Na Chamisa Sewamedza Tennis Ball Unoda Mota Yechii Gwara Remusangano Hauna

Wicknell haape vatengesi unoenda kune marara kunge mhepoIwe hapana achakupa aqua hanty waisvetuka naChamisa kunge wakamedza tennis ball. #nyikainovakwanevenevayoHakuna Rasta akadai .wakango monawo vhudzi .             Bob Marley lucky dube Winky D those are true Rastafarian music yavo vanomira nevarombo .iwe ungoriwo Madzibaba venguwo tsvuku vakamona musoro             Muroora wenyika uneproblem iwwe unoda zambia nedhuku hre tokupa nematennis maTom ayaMakuitirana godo kàa zvatichaoneswa gore rino nenyaya dzemota idziWicknell haape vatengesi unoenda kune marara kunge mhepo           &n

March 16, 2024

Hahaaaa Seka Nhamo Senge Tugare Sir Wicknell Voti Boys Mugoti Unopiwa Anyerere Musaite Zvenyu Noise Muchitorwisana

Vakadzi ndakupayi sando. Tinombonzi tinoda zvinhu asi apa ndakutembayi. Hapana ari kumbokumbira zviri kuita imwe gender iyi. Mmmh zvakutonyadzisa不不不不不不不不             ichasvika nguva yekuti vose vakapiwa vasara ne 4years dzekurarama ndipo pamuchaona kuti Jesu idomboHaaa ende soka mukuru wedu kwenyika anoti iwo nesu tichipemha ne level iri veduwe.. Ndopamunongoramba muchiti Ed pfee               Ed pfee puwai na EdAt least Sir iz better than others you giving back to the community.. Zvekt mari makaionepi hazvineyi nesu..Zvine basa reiko nowadays there is neither male nor female. Regai vakumbire ka kune vanazvo hanti Wicknell is a Philanthropist

71 72 73 74 75