Tuesday, November 26

General News

March 28, 2024

Mashura Baba VaTau Vobatwa Mapikicha Ne Video Muphone Vachipinza Musoro Nemasvada Paburi Ra Alice Zvionereyi Mega

Amai Tau vanogara ku Unit H Chitungwiza endai ku St Marys opp paChigovanyika ndipo pane murume wenyu baba Tau moti mukuda kuona Alice .Murume wenyu asenter pic iro mufoni memurume wangu vachiti ndirikudya namambo ndaudza mukadzi kuti nda hire kuenda kuMarondera pane vanhu vakutama.         Ndabata foni yemurume wangu akugeza ndopandasangana ne pic iyi.Hanty maiti murume wangu akudzidzisa murume wenyu chihure hezvo ka ese mahure and tichatofa ne Aids tose.Makandibloka pa fb watsap dai ndaita zvekukufonei manje communication dololo zvionere pa fb.   Amai Tau vanogara ku Unit H Chitungwiza endai ku St Marys opp paChigovanyika ndipo pane murume wenyu baba Tau moti mukuda kuona Alice .Murume wenyu asenter pic iro mufoni memurume wangu vachiti nd

March 27, 2024

Zvinoshamisa Vakawanda Bee Wezhira Murume Wake Apostle Sean Vakanga Vasati Vaona Mwana Since Paakazvarwa Munhu Arimuberere Pa SouthAfrica Apa Vamwe Vakatosvika Germany

Wavakuendepi futi Senzeni kwawabva watuta dzinza rese kudai?? Ko kungogadzikana kumba nemucheche nhai Senzeni??Kunemi mhamha aiwa zvakanaka zvinengei kuti murikukwira ndege asi dai mati Senzeni uyu ambotanga aitawo pake panonziwo pake amire kukikiritsana nendege dzaasina zera nadzo.                 Tombosiya zvekupfachura mari kundege , aiwa izvi zvirikunatsobuda so sweet hazvo Senzeni😍.Zvinofadza sei kuitawo mimba ine muridzi..Pano hapana kana one munhu ane mukwasha anokwanisa kumira paside naAmbuya kudai.                 Hapana kana akabvisirwa kana bete pano TESE takangomitiswa tikatizwa dzichiri mimba.Pane anogona kana kuspeller pakati husband here pa

March 27, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinorwadza Baba Rokadhiya Vatozozviuraya Sekutamba Sekuseka Vakadzi Musadaro Varume Vangani Vauraiswa Nevakadzi Zvakaoma

Ndatukigwa vana vangu 😭😭😭😭😭😭😭😭😭Ndimi matanga Mati.mwana anouya nemukadzi anonzi chiii rimwe Zita not mubvandiripo musachema vanhu vaikutsiurai                     Baba Rokadhiya namai Roka, huyai ndikubatsirei if you have a teachable spirit. Please musaramba muchiitana so. Social media won't solve anything for you. Pakatozara vana tinha dzirwe vanoda kukusvotesai nekukurwisanisai. There is no easy divorce,you still have a long way to go. You need peace for the sake of your children. Don't use kids as A*K 47 yekupfurana mumakimbo. They are innocent. Mangwana muchaafunga mashoko angu.

March 26, 2024

Mashura Wicknel Chivhayo Opindura X Wife Yake Sonja Madzikanda Inini Hausi Qualiy Yexvandinoda Kuna Madzibaba Huyai Makadzidza I'm Single And Searching Votaura Zvakawanda

  Single and Searching: Chivayo reveals qualities he values in a woman       Flamboyant businessman Wicknell Chivayo has shed light on what it takes to win his heart. This comes after his estranged wife Sonja Madzikanda took to Instagram and dropped the bombshell that they have been separated for a while and are in the process of getting a divorce. Chivayo, who had been married for 7 years, recently took to his Instagram stories and revealed the qualities he looks for in a woman.             The outspoken entrepreneur playfully pointed out that a big fat ny@sh alone will not cut it when it comes to winning him over. Wicknell Chivayo stated that for a woman to win his heart

March 26, 2024

Pakaipa Murume Osvikira Kukadzi Wake Akarara Na Teachet Wrpa East Ridge Primary School Harare Video Ravo Rokandwa Haya Unozotarisana Sei Nevamwe Kubasa

Varume muchadzidza kuti kana wafunga kusiya mukadzi buda zvachose izvi zvekudzoka muchazvirega henyuMurume uyo ane utsinye, ari kuda kuita mukadzi gara ndichauya. Nxaaaa Mwari ngaaropafadze vaviri avo. Ndsbatikana zvekuti, video nderei kana akasiya mukadzi utsinye chaiwo           Kufonera vamwene no action, kufonera bamkuru no action, kutsvaka munyai no action.... ndiye adii mwana wevanhu.... its her confidence for me and the guy's coolness. Kungoti zvavo baba avo vane mkadzi otherwise it was going to another perfect couple this one❀             Ende mai vakadhiniwa avo kubva October munhu akuti tutye tutye kuzotora video namwari vese neve hmetro vayitoraramo muchitokisi huye yangu hayayimb

March 26, 2024

Pashata Apa SNIPERSTORM Opiwa Mota Mushure Mekunge Murume Abowa Asi Oudzwa Mukadzi Achapinda Imomo First Ndi Chipo Muchengwa Nemwana Wake

A certain woman that I love with all my heart and have a lot of respect for called me last week and ordered me not to ignore this message by SNIPERSTORM...           She also said she felt pitty for him the whole internet was laughing at him for asking...Nothing wrong in trying your luck and pamunoseka vamwe MWARI VANONZWA...Having said that TODAY it's a big Congratulations to SNIPERSTORM... Please go to ENTERPRISE CAR SALES see MADZIBABA CHIPAGA your Mercedes Benz C200 is ready for collection...             Thank you for your immense contribution at our Zanu PF rallies for a very long time. Please enjoy your new car. GOD BLESS YOU...πŸŽˆπŸŽŠπŸŽ‰πŸŽŠπŸπŸŠπŸ¦ ZANU PF CHIORORO...EDELIVERS...

March 26, 2024

Maitt Hazvisisina Kuvamirira Mushe Ku UK Uko Tete Mildred Vovasungisa Necamwe Vakadzi 3 Vavakabiira Mari Dzema Rounds Pashata Tiriko Ku Manchester Police Station

Three of us are now in Uk lets finish this through court including your ex husband.There is a fair trail here because we all have evidence of monie out of my bank to you.Dont smear your poison to every person who comes your way and live a trail of confusion among ppl appreciate ppl and learn to enjoy peace.           Spirit of destruction mweya we nzvimbo kutadza kuzvidzora kushaya murume adzora mumwe ko kunyarara unoti ini ndakapusaIni handinyarare ndini ndakadyirwa mari nekamunhu aka instead of her doing the right thing pasina kuda kushaina nokupinda nyika yawakadyira vanhu mari.Ini zvangu semunhu anoziva rwadziro inoita kuwana mari mu UK talking of chando             leaving your house kwakasvi

March 26, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Caroline Ziyanga 42 Year Old Otongerwa 30 Years Mujeri Aikaba Vana Vanosvika 60 Achitotengesa Mu South Africa

significant legal verdict, Harare regional magistrate Mr. Stanford Mambanje handed down a long prison sentence to Caroline Ziyanga (42), convicted of trafficking nine women to Oman. Originally facing a staggering 90 years on nine counts of human trafficking, Ziyanga’s sentence was reduced due to some counts running concurrently.           Prosecutor Mr. Oscar Madhume successfully argued that in January 2022, Ziyanga collaborated with an individual named Hamidah to traffic women to Oman under false pretenses of employment opportunities in Dubai. Ziyanga deceitfully advertised non-existent high-paying jobs, enticing victims with promises of lucrative salaries and favorable working conditions.          

March 26, 2024

Zvakaoma Maitt Vofumura Mildred Vanhu Vaakauraya 25 Years Achiriya Mbuya Ine 63years Ichibatata Ma 36year Old Zvibharo Pashata Zvinzwirewo

25 years no driving licence in the Uk πŸ‡¬πŸ‡§  You can’t even drive  25 years unfinished house  25 years never returned home because no papers  25 years dating a 36 year old street kid                  25 years slept nemukuwasha behind daughters back  25 years killed husband over a girlfriend  25 years slept with best friend s husband  25 years you gossip about all your children πŸ§’  25 years you are into witch craft  Busy fighting a 38 old who has done way better than an old  63 years old grandmother like you .              25 years you are not in good books with even your own children 

March 25, 2024

Mashura Zvinoshamisa Zvinotyisa 11 Year Old Boy Nezuro Kuuraya Sister Yake 2 Year Old Mauraire Aakaita Acho Zvakutyisa Imi Satan Ariko

Zimbabwean 11 year-old boy hits baby sister to d3Police in Mutoko are investigating a M_rder case involving an 11-year-old juvenile who attacked his sister with a log, k!lling her instantly. The deceased was aged 1 year and 9 months. The incident occurred in Mutoko this week. Allegations are that the infant was left by her mother in the custody of the juvenile and other siblings.               It is alleged that while he was playing with his siblings in one of the rooms, he suddenly bolted out, grabbed a log and charged towards where his sister was playing, and ass@ulted her before she fell.Mashonaland East provincial police spokesperson Inspector Simon Chazovachiyi confirmed the incident in a statement.    

68 69 70 71 72