Jephat Nyakupira (28) akauraya mai vake Juliette Chapupuruka (65) akava chekacheka akapisa akaviga mumunda kuMudzi.Watch in commentsoh shame, nyika yaipa. mhondi everywhere.Ummm zvinodzimba ngoni 😭😭😭💔😭💔 asi andifunge kuti akazwita pfungwa dzaka sangana Noooooo ndofunga akatoroyiwa kana kupenga chaiko ummm veduwe mudiro wandinoita vaberek vangu ka
Ku X uko hakudi moyo mutete. Businessman Sor Wicknell and Lawyer Advocate Fadzai Mahere are at each other’s throats. Mahere commented on a video by Sir Wick and wrote ‘ Mvura inonaya sei pakadai? We need new leaders’. Sir Wick responded and wrote ‘Tanga waroorwa hadzvadzi yangu mvura yozonaya. Huya ku masowe tikudire magate matatu 300 thousand followers kushaya one anotiwo hey sweetie ku i nbox plus Mukadzi wa Nero paanokubatira asiyana nemumwe uya uyu anoku rova. lyambiro chete hadzvadzi yangu akuruma nzeve ndewako’
Kwaita Ma Nudzu Amai Rokadhiya Baba Rokadhiya Vaimutora Achigeza Vachimutora Achizora Mafuta Achimutora Akarara Asina Kupfeka Akafongora Iwo Mai Roka Vane Video Rakewo Achikwira Muthosa Voti Akaburitsa Nudzu Anomusungisa🤪🤪😳😳😳😳 Musoro Unenge Damba Baba Rokadhiya kurecorder Ponooo 🙄🙄Murume Uya Handimude Anorecorder Zvinhu Kuda Kuzondishaisa Mufaro Pa Facebook 45 Years unoita Senge Mwana We Grade 1 Ndokusungisa Unonyura Ku Jeri Iwee😳😳😳 Chero vakakanda azvina basa kos zimurume zibenzi risingagone kufadza mhuri yaro but ruchigona kufadza chaunga haaa maigara nemusatanist mumba yooooooo love chaiyo vavasinaEnde zibaba iri imh
BREAKING : Wicknell Chivayo donates $1 Million to the ZCC church at Mbungo. Wicknell Chivayo rewarding a Zanu-PF supporter an Aqua sedan Car for twerking very well. Yeah this country has reached another level. How long will our people continue to enjoy breadcrumbs ? It is easy to control the oppressed and the poor. You steal from them and give them leftovers from the loot ; They ululate.If this government was an anti corruption government such things were not going to happen. You don't see this kind of thing happening anywhere in the world including the most developed countries,. No one can go by just dishing out cash everywhere whose source is unknown., they is some dirty somewhere.Now
This is Talent Chiwenga’s secret girlfriend, Tariro Mafuka (left)However, by February 2024, his position shifted dramatically, now advocating for men to take a second wife specifically to father sons. He argued, “A woman who hasn’t borne a son owes her husband. Hence, if she fails to produce a son after three or four attempts, she shouldn’t complain if her husband seeks another wife for this purpose.” He further explained, “The new wife isn’t your enemy but a helper, as you’ve failed in your duty, and your husband is merely seeking assistance. Being a wife in God’s eyes isn’t about physical appearance.” This recent message starkly contrasts his earlier teachings. At one
Sadza nemuriwo wese uya zvaendep munhu 1 saka dai Tytie adya maisagutaka ummmm dai ndairipazao kudaro ndaimborionesa ndondoMmmm Kiki haana kuuya kuzovaka shame hapana mkadzi akaroorwa anodyisa kudai😂😂😂😂😂Zvekudya uchiridza mukanwa kunge munhu arikuwacha 💔💔💔 ndakambo zvibhurirwa naGogo. Kiki tora mwana wako wawakasiya kumusha kunambuya uko urege kuchemera zvidhoriKiki usanetsere zvidhori iwe inga mwana unaye wawakasiya kuHurungwe uko namai vako torai mwana mugare naye KO iwe waitorerei under 18 worse akatiza chikoro kkkk nezvino kana kukwesha shoka iyo haagoni kkkkk kana garo iro haagoni kugeza kkkk...Siya mwana atambe netudhori twake haana kum
Professor Muwati Challenged Madzibaba Ishmael's Orders, And Was Killed For That"The late Professor Itai Muwati’s brother alleges that his sibling was killed at Madzibaba Ishmael Chokurongerwa’s shrine due to disagreements over certain directives. Madzibaba Ishmael allegedly instructed all men to forsake their non-virgin wives upon marriage, pledging to provide them with virgins as replacements — an edict that Professor Muwati apparently opposed. Admire was speaking on Tilder’s show on StarFM on Tuesday, where he alleged that his brother was killed. congregants found plots in Nyabira. They invited everyone that they used to worship with to go and sta
Opposition politician Job Sikhala is currently undergoing medical check-ups at a foreign hospital, as reported by the National Democratic Working Group (NDWG). While incarcerated at Chikurubi Maximum Security Prison, the former Zengeza West MP experienced persistent stomach issues, including bloody stool, which were suspected to be caused by poisoning. Additionally, he suffered from abdominal pain on his left side. Darlington Chingwena, the head of information and communication at NDWG, told NewsDay that Sikhala has been unwell. He said: "Sikhala went for medical check-ups, clear
Amai Tau vanogara ku Unit H Chitungwiza endai ku St Marys opp paChigovanyika ndipo pane murume wenyu baba Tau moti mukuda kuona Alice .Murume wenyu asenter pic iro mufoni memurume wangu vachiti ndirikudya namambo ndaudza mukadzi kuti nda hire kuenda kuMarondera pane vanhu vakutama. Ndabata foni yemurume wangu akugeza ndopandasangana ne pic iyi.Hanty maiti murume wangu akudzidzisa murume wenyu chihure hezvo ka ese mahure and tichatofa ne Aids tose.Makandibloka pa fb watsap dai ndaita zvekukufonei manje communication dololo zvionere pa fb. Amai Tau vanogara ku Unit H Chitungwiza endai ku St Marys opp paChigovanyika ndipo pane murume wenyu baba Tau moti mukuda kuona Alice .Murume wenyu asenter pic iro mufoni memurume wangu vachiti nd
Wavakuendepi futi Senzeni kwawabva watuta dzinza rese kudai?? Ko kungogadzikana kumba nemucheche nhai Senzeni??Kunemi mhamha aiwa zvakanaka zvinengei kuti murikukwira ndege asi dai mati Senzeni uyu ambotanga aitawo pake panonziwo pake amire kukikiritsana nendege dzaasina zera nadzo. Tombosiya zvekupfachura mari kundege , aiwa izvi zvirikunatsobuda so sweet hazvo Senzeni😍.Zvinofadza sei kuitawo mimba ine muridzi..Pano hapana kana one munhu ane mukwasha anokwanisa kumira paside naAmbuya kudai. Hapana kana akabvisirwa kana bete pano TESE takangomitiswa tikatizwa dzichiri mimba.Pane anogona kana kuspeller pakati husband here pa