Wednesday, April 16

General News

April 06, 2025

Ma1 Atanga Zanupf Yoti Tave Kubata Munhu Wese Arikutuka Musangano Na President Tave Ne Mushini

Ma1 atanga😅 | The Zimbabwean Government is planning to track ghost accounts that post negative things about the government. In a speech, Minister Matuke said the following: "         Tichaita mishini inotarisa kuti anenge ataura anenge ari papi, zvambobva papi zvikaenda kupi. Kusvika tawona kuti rinenge riritsotsi racho ndiani. Zviri easy kuti tiwone matsotsi anotaura paSocial media."    

April 06, 2025

150 fallen heroes to be exhumed at Ruwombwe

150 fallen heroes to be exhumed at Ruwombwe         Post Reporter THE remains of over 150 liberation war fighters who lost their lives during protracted battles in Ruwombwe Mountain, Makoni West Constituency, are set to be exhumed and given proper burials.Exhumation process started on Wednesday after engineers from Zimbabwe National Army carried out the ground clearance. There are over 150 war veterans and war collaborators lying in shallow graves at the site. Ruwombwe was a strategic base for freedom fighters, and this was the meeting point for comrades coming or going to Mozambique. Comrades were deployed from there to different sectors.         “There were many fierce battles fought there, and as a result the

April 06, 2025

Manager We Nyathi Family Anehutsinye service Providers Votaura Zvavakawirirana Nezvavakuitika Musadaro Imi Kufumura Vana

Manager Ataura pa public kuti Nyathi haana licence remu South Africa.Ndangoti ndikuudzei Zvamaita azvina kunaka       Munoziva kuti havasi vese vanokudai pa social media KO Nyathi akamhanyarirwa kuti haana licence osungwa wonzi buritsa mapaper ahana permit hamuone kuti semunhu wa manager maresva.       Iwewe Nyathi unongozvipinza hako pama1 wega musiuno wairatidza vanhu chi traffic register apa ndechemadhiri KO pakawana ano reporter kuti       akachiwana asina permit.zivai zvakutaura pasocial media mazimba Ane godo havasi vese vanokudai weeDzungu nekungwara zvinhu 2 zvakasiyana Nyathi ane godo naMupata ingori nyaya yecompetion

April 06, 2025

Minister Tino Machakaire Otuka Chirema

In a normal country this would attract outrage leading to a painful resignation for the minister, he's senselessThose criminals can say anything no respect it's so said only EDiots is what matters to himDoes the minister know of seka urema wafa?These so called ministers     do they really understand their role? Vave kuzvitora semachinda aMambo Munhumutapa . Does he think people are so stupid to elect people into offices for them to become so arrogant going around calling themselves "authorities" when they are supposed to be accountable?

April 06, 2025

Tariro Gezi Hasvizi Kuita Varume

kuita tuchembere🤣🤣iwe Tariro gezaMaslay queen siyai zvema wig honai Makuita mhanza nekuda kuchena .kuita comrade Geza chaivoPutting glue         on your hairline everyday is not good ladies. Try user friendly products with Vitamin E. Kwete zvirikuhodwa ku NigeriaNgaripere zvaro ,frontal hamusikuiziva imi

April 06, 2025

Malloyi Why Kudaro Chisikana

Nekunaka kwakaita mallloti akunomitiswa nekamukoma Kaye apa kana kubvisirwa hakana ..busy kunyoperesa uchitadza kumboita zve future yako .ezvino music career yakutopera nenyaya yemimba.         Apa unogara pamba pamai vako nekarume Kako ...unomudii Murume ano bleacher nhai MalllotiBut ndafarira kuti ane wake anomudawo iye achidawo mumwe chakakosha rudo ukarorerwa vanhu kana kurorera vanhu unochema         mangwana happiness yako ndoyakakosha nekuroora anonzwisisa uchimunzwisisawo zvatoitika izvozvi ndozvakatonyorwa kuti Malloti Rose achasangana hulungende voyita mwana veseYaive paiko yazongobuda yatorembera kudai 🙄

April 06, 2025

Trevor Dongo Adzoka Achichema Iyoyi Nhamo

IYOYI NHAMO - When the darkness closes in and the struggles seem insurmountable. Feeling lost and hopeless can be overwhelming. Iyoyi Nhamo is a song that resonates deeply with those emotions. "Iyoyi Nhamo" by Trevor Dongo is a heartfelt reflection on feeling trapped and desperate.           The lyrics speak to the pain of watching relationships crumble, your efforts not baring any fruit and feeling like you're losing yourself in the process. It's a raw and honest expression of the darkness that can consume us when we feel like we're running out of options. Watch: https://youtu.be/wqLFh8SrToE?si=0PWVVVGGrXjeiwKn

April 06, 2025

Lloyd Chitembwe CAPS United Coach Opondwa Nevanhu

CAPS United Coach Lloyd Chitembwe had to be escorted out of Rufaro by Zimbabwe Republic Police officers as fans were baying for his head after losing 2-1 to Ngezi Platinum Stars.       📹 Darlington T GatsiAchirohwerweiko munogona bhora hre makazorigona riini madofo madzetse aya,,isu takarohwa nezuro takarova coach hre bhora mutambo uyu rinotenderera😂😂😂😂Stupid Chitembwe. Him vs 100 angry fans who will win.Ngaasiyane nazvo zvibhora izvi ari opondwaLloyd       Chitembwe muguy mmmm, he comes out to angry crowd kuti taurai tinzwe.    Mmmmmm maguy epaChitownwhy was he trying to reason with angry people 🤷🤷he was just supposed to get into his car and leave!!

April 06, 2025

V11 Wicknell Mbavha In the past 12 months, Zimra collected USD$ 6.1 billion. Of that amount, Usd$ 2 billion went to Wicknell Chivayo .

In the past 12 months, Zimra collected USD$ 6.1 billion. Of that amount, Usd$ 2 billion went to Wicknell Chivayo .    

April 06, 2025

Roora Day Zvaenda Nepamwe Musikana Osimudza Mukomana

Roora Day Engagement gone Wrong Mukadzi Osimudza Murume           

4 5 6 7 8