Tuesday, November 26

General News

May 03, 2024

Madamboss Voratidzwa Kuti Mwana Mudiki Na Tytie Nema 1 Million Followers Avoo Yaaa

You don’t need kuti unzi celebrity kuti upiwe mari naZuka, u don’t need connections, u don’t need kupostwa kupage kwanhingi, u don’t need kuchinjiswa content nevanhu, u don’t need kugona kutaura chirungu           chakanaka kuti upiwe mari naZuka😂chero vanhu vakati tsvaga basa or uri dofo hauna kudzidza just focus, isa zvitanda munzeve upiwe mari naZukaNext year 1Million followers tobva ta retire🙏Kiki is the living the life that most women dream of. Keep Kuku this is beautiful    

May 03, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Vakawanda Zvimwe Zvakaitika Kurufu Rwa Blessing Mabasa Vakanga Variko Votaura Zvehurombwa

Pamwe ndoosaka aingochema on her tiktok videos, may her soul rest in peaceNetsai Manyoni kungofa pa birthday remwana wake ufunge achitotaura ne friend yake organizing zve party munhu kwakungoti uchengete vana vangu ndakutadza kufema               Melody Tapfuma haaaa mamwe ma vids Ake aive so confusing kungochrma kutaura about death ummmmmm am not judging hangu but hanzi blood raka cloater that wat killed herMmmm ityai Mwari imi My Condolences to the family n friends 😭😭😭🕊️🕊️🕊️Munhu akafa vanhu hatishaye zvekutaura sure ummm rest in peace

May 03, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Ku Chitungwiza Uko 79 Year Old Gogo Vovharira Mukuru 23 Years Old For 4 Years Asingabude Panze

Talent Gent (23) has been locked inside the house for THREE years and her grandmother says a man she turned down wants to abduct her.       IT has not been doom and gloom for the woman, who has been locked in the faimly house, for three years. She has found love from a local pastor in Zengeza. Talent’s grandmother, Mary Mushore, confirmed the relationship.             “Apart from all these challenges Talent is facing from the man tormenting her, one of the pastors praying for her showed interest in marrying her,” said Gogo Mushore. “We engaged one of the beauticians for Talent’s hair to be done inside the house because the pastor is serious with the affair.   &nbs

May 03, 2024

Madamboss Hunyoka Hwavo Hwaxobuda Voti Maitt Ndisatan Chaiye Handimutye

“Ndi Satani” MadamBoss Voundura Mai Tt & Defends Sister Dr Mtisi,, Takuona nyoka wabuda musaga rembatataRega kuvhengedzera kunge wawana clainte inobhadhara pangundu kkkkkkkk             wagofwa neyekupa vanhupressure atlist Mura anepanoti pake tho kudema mudam ikoko paripo iwe neteam rako mazipeche kupera

May 02, 2024

Izvi Zvazonyadzisa Kuona Mheche Yamai Neyemwsna Zvakabatanidzwa Tichi compare Haiwa Guru Ramaitt Purple chafifi Pink Zvionerewo Mashura Aya

  Kkkkkk Mai nemwana kuita makwikwi ema nudesKetty Masomere huh iwewekaa..kwakubva wachiisa mai nemwana ereNot funny especially from someone we saw her matumbuz           Haaaa sisi mhama ketty marakashiwa nachikiti 10 nya sit down hamuna ma punch lineIts sad to watch people rejoicing the down fall of another mother.what happened to humanity. What happened to ubuntu? We all make mistakes.          

May 02, 2024

Madamboss Vonzi Usanyepere Vanhu Kuti Imba Ndeyako Tobuditsa V11 Kuti Urikuroja Pamba Ipapo

I own a house in Dema  I don’t rent a house ndonyeba kuti ndeyangu?  Usandifananidze nenhema dzekumba kwenyu dzamunoswerakuzviisa          padenga pamusiri.  Unofunga kuti ukanditarnisha ndokuti muende mudenga  Stars shine differently my star will always shine without you comparing me to your sister wanzwa.  Tangai mavaka imba kwenyu kustand mozouya kuzotaura neni izvezvi rojayi munyerere. Mawanna be kardashians.

May 02, 2024

Zvinorwadza Izvi Rejoice Azviuraya Nhasi Makuseni Nenyaya Yechihure Chemirume Wake Tatenda Uyu Zvinzwirewo Tsamba Yaasiya Anyora

Rejoice Azviuraya Nenyaya Yechihure Chemirume Wake Tatenda Uyu Zvinzwirewo Tsamba Yaasiya Anyora                 

May 01, 2024

Mai TT Vopindura Madamboss Sister Fungai Mutisi Iwe Hure Rakatiza Zimbabwe Richinyepa Kuti Ririkuda Kuurayiwa NeZanu Ndirikukunyudza

Don’t post me on your wall we not related . Sister yaunoti yabatwa yabatwey hiding behind sisters finger you dont even love your sister this very day waitonyeya sister yako neni iwemuroyi iwe.        You also wish you were famous you are using your sister for clout because in your own you are a nobody .  I got talents and gifts I don’t compete with your sister it is you who thinks we are competing.  I’m also annointed ndosaka huroyi hwenyu huchibouncer iwe hureiwe.          Let’s continue fighting iwe muroyi iwe why apologize wati wani you will bring solicitors solicitor ndiye anokutuma kupindira nyayadzangu. I’m not done with you hureiwe.  Haufe wakaita mbiri kumba kwe

May 01, 2024

Tavhunduka Madamboss Vazosvikawo Pakutsamwa Vopindura Maitt Pashata HondonYamatsanga Zvinzwirewo

Madamboss Finally Vopindura Maitt     Sk nekut zvataurwa namura ichokwadi 😂😂😂🤣 imba ndeyake madam boss mukaziva izvozvo namura wenyu mobatsirika              

April 30, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mbinga Yovigwa Pakati Pehusiku Kuzvishavane

Mbinga YeMuZvishavane Yovigwa HusikuBy Showbiz Reporter- A well-known Zvishavane businessman, Evans Kujinga, shocked local people after he was buried at 8 PM. Somehow, those tasked with preparing his grave took the whole day to complete the task, also known as ‘Boss Kujie”, was only laid to rest around 8pm. Those who were digging the grave said they kept running into some very hard rocks and the process took the whole day,” said some sources.               “It was something which felt strange and even heavy duty equipment was brought to help the process but there was little relief. “In the end, the process was

56 57 58 59 60