People worried and concerned about maitt Ko Mai Tit vanofamba nemabody guarg vanotya kubirwei,,,,hatisi kurwa pindurai zvine mutsa Apa Strive Masiwa haana kana one zvaro ๐คฃ๐คฃ๐คฃ Kane unnecessary drama kamukadzi aka๐ฎVamwe vana vachivaka dzimba iko bussy nemazirume.ayo kuita show.off usina chaunacho kuwedzera hurombe Ko mapastor enyu anotori ne security yemweya vanotokupai ruchengetedzo vanotofamba neane pfuti waniKushaya ma bodyguard ndiko kunoita kuti Evidence Chihera agare achirohwa sengoma ye jekeresheni
Madam boss wasvika kuGermany ndivo apo vachifamba havonetseko namick kuti wanokwira mushika shika Handisi shamwari yamadam boss zvokudero asi avo havasi havangambopfeki soo
36years dzavekutyisa Sezvo paripo parikufa vanhu vakawanda Macelebrity chingave Chii Here is the list AKA 36 YEARS..๐ ZAHARA 36 YEARS๐ LUNDI 36 YEARS๐ DJ SOMEBODY 36 ๐ MA_R5 36๐ Ginimbi 36 Terry Gee 36 Mapintsha 36 ๐ Hhp 36๐๐ Pro kid 36๐ MANdozA 36๐ RICK RICK 36๐ Sfiso ncwane 36๐ all are gone like these ๐๐๐ขwho else??๐ข๐ข WATS WRONG WITH 36 YEARS GUYS,๐South African ARTIST NOOOO!! ๐ข
Zvinorwadza Izvi Mai Va Terry G Vachitaura Mwana Pandakamuzvara Ndakanzi Haararame 2 months Musiyei Muchipatara Na Chiremba Asi mwana Terry Ndakatora Akakura Kusvika 36 years Zvinoshamisa Totenda Nehupenyu Hwake Terry Achitaura Nhoroondo Yeupenyu Hwake Nhai Mwari๐ญ๐ญ๐ญ๐ญTerry Gee Achiseka Zvake Achiti Haafarire Kuchembera And Anga Aripo To Inspire Vamwe Ari Muwheelchair Ainakidza Mukoman๐ญ๐ญ๐๐๐ Let's not Take Life For Granded Hatizivi Nguva Mwari Yaanoyitota
Chaplin Phiri Vopindura Tatelicious Nemhinduro Yechi Christu Mushure Mekunge Vatukwa Kunzi Havana Cancer Vaya Vane Edzi She Said "Hupenyu soooo hunonakidzaaaa."
The singer passed away on Monday. The memorial service of the multi-award-winning singer, Zahara, is underway at the Rhema Bible Church in Randburg. The Loliwe hitmaker passed away at a private Johannesburg Hospital two weeks after she was admitted to the hospital with liver complications. passed away on Monday, 11 December, surrounded by family and loved ones, as per the family statement. In the statement, Zahara’s family also urged that she be remembered for the healing, joy, kindness and inspiration she brought. “A life beautifully lived deserves to be beautifully remembered. May we remember Zahara not wit
Ndiri kutsvagawo murume uyu kana pane anoziva kwaari kana ane ma contacts ake. Ndine vana vakomana vaviri naye and they need their father for guidance. Being a parent is for life nyangwe vakura. He hasn't seen the last born for more than 4 years now yet he lives 15minutes drive away. Mwana kupedza University baba vari paberere. Its a shame. Munhu mukuru ane 57yrs still chasing after women and ignoring your own blood is sad. You have managed to samage them psychologically and its not too late to correct your mistakes. Shame on you.
South African singer Makhadzi has found herself dragged to court once again, this time after failing to pay over R290 000 she owes tax consultants, STT Group Holding, for helping reduce her R6million debt with the South African Revenue Service (Sars).South African singer Makhadzi has found herself dragged to court once again, this time after failing to pay over R290 000 she owes tax consultants, STT Group Holding, for helping reduce her R6million debt with the South African Revenue Service (Sars). Makhadzi was slapped with a R6,6million taxi bill earlier this year, but it was later reduced to R2 750 000 following the intervention of STT Group Holding. However, instead of paying the consultants, the singer reportedly left them high and dry, lead
#TrafficArlert โ ๏ธ There was a fatal road accident involving a bus and two commuter omnibuses at Warren Park 1 traffic lights along Bulawayo Road. Use alternative routes! Vane hama kuwadzana 10people died on spot in a kombi accident pama robots epa Warren Park . Plz tsvagai hama dzenyu koz vakawanda thr haven't been identified yet...zvinorwadza kurasikirwa nehama just lyk dat vakomana vema kombi plz tek caution.. Zvanyanya hatisi huku plz(kuwadzana yellow bus)driver atiza๐โ๏ธ
Good day Terry Gee funeral update People are gather at terry gee’s home 64 tilco road Chitungwiza. Body will be taken from pallar today. Burial will be held tomorrow surtaday 16th of dec at Zororo memorial park, along seke road. 11am For all your contributions and support get in touch with @king solomon zim 0775524260 ZimCelebs Official Terry Gee Music Platform Nashtvzimbabwe King Solomon Zim Hatirare263Program yekurufu rwa Terry Umm zvakaoma Tinoti zorora murugare Terry tanga tichiri kukuda asi Mwari vaita kuda kwavo