Sunday, February 02

Zvinotyisa Zvinoshamisa Mai Maketeni Vakakidnapper Murume Wavasingachade She Take Her Passport Phone Kuti Asaende Ku uk

From trusted source

Hie Pamelah please hide me and help us make noise for murume wamai maketeni akavharirwa mumba akatorerwa phone he no one pa hama can get hold of him nenyaya yekuti anga akuda kuenda UK ,she knows havachadanane but haasikuda aende anyway,inini personally I believe arikupiwa poison mu food achangonzi afa because ndirikungorota rufu kubva paitika noise yacho achizotorerwa passport,Mai TT vanozviziva vakatoti siya murume aende hauchamudi but hapana chirikubuda.not sure if this move might save hama yedu

  • Share: