Friday, January 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Mwana Uyu Kwatete Tilda Anoshanduka Kuita Vanhu 4 Satanism Iriko Veduwe Ngarinamatirei Vana Veduwe

Mamboinzwawo yekwatete Tilda yemwana anoshanduka kuita vanhu 4 iye ari 1Mwana uyu ane split personality or multi personality, its a result of abuse , munhu anoita kunge ari possessed but anenge asiriHaaaaa karikuri kushota shamu ako kakatoona kuti vanhu vacho vanengezvituta softas yamai vacho vanenge vachingobvuma zvese ini ndakambozviedza ndigrade 5 ndaita weti sooo ndaisada kurohwa coz mbuya vangu vaitsika rough ndobva ndatanga kuita kunge munhu akusvikirwa zvikanzi nemwana watete vangu regai tihwe mudzimu urikudei zvikanzi nambuya vangu dakuurova mudzimu iwoyo ndakakwapaidzwa wani handina kuzombozvipamha futy, πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œmwana akatoona kuti she can get away with anything kana pane zviripo zviripo hazvo hatisikuramba but aachiterera wani tilda akamuti iwe kwana🀣🀣🀣🀣🀣🀣I feel like anopima vanhu mwana akaona mai vake musoftaz and pushes to the limit

Tilda akamutsiura aachidzikama

And forgets kut amboti ndiani aripo karovei first mozokapa deliveranceEnde I know these pipo zvekutodaro my mom ndivo vaive mubatidzi wake achibhabhatidzwa kuRoma. Maiguru vake ndatombotayra navo nduchibvunza vakatindiudzawo dzimwe nyaya dzinotyisa mwana uyu akarema she needs deliverance hombe chaiyo

  • Share: