Wikinero kuma sowe vanozvida here izvi kushayisa chitendero chana Madzibaba Abhuramu hunhu kudaiWikinero hasi mupostori kaa uyu kkk anongoendawo kumasoweNdosaka akazviitira kuInstagram... Anoziva kuti mapostori mazhinji anongoita zveFB chete 🤣🤣🤣
Iwe watonovhomora 4to ndiwe washata🙄