Sunday, September 08

Zvinorwadza Chiiko Muma Marriage Chirikuita Vanhu Vaurayane Zvaitika ku Gweru Mkoba Nhasi Melisa Ouraiwa Nemurume Wake Nyaya Izere First Comment

I just want to encourage someone if marriage is not working don't force it in the name of marriage kuti ndoshingirira mared flage tinenge tichimaoona but kugarira zvisina basa kutya kusekwa .rest in peace dear, If your partner raises a hand against you or threatens violence, it's crucial to leave immediately.

 

 

 

 

 

Abuse often escalates, and staying only puts you at greater risk. Your safety is paramount. May the poor lady's soul rest in perfect peace

 

 

 

 

 

Abusers dont just wake up and hit you...they study you 1st before they make that attempt. That's why muchiona munu achitofirra muabusive relationship. We need to teach our children self love and always let them know we support them so they dont grow up to be victims ana achikurova haakude. That’s not love full stop. Itai zverudo zvenyu zvekumanikidzira tokuvigai makawanda..

 

 

 

 

 

 

 

City of Gweru yatove nehigh crime especially nyaya dzema Realationship idzii ummm.

 

 

 

 

 

Ini munhu kungondirova aiwa hauchandiwani zvachose kan uchida zvekurwa enda kuWrestling Chigebengaichoikokushata panzer nemkati mayher soul rest in peace Mahan ladies vaye vekupinda basa rekutashura Mahang.ladies .basa iro killer uyo

  • Share: