Gurukota rezvekufambiswa kwemashoko neposvo, Cde Tatenda Mavetera vakaparura chirongwa
cheNational Cyber Security Awareness Month, icho chichabatsira nyika kuti inge ichiumba nzira dzekurwisa mhosva
dzinoparwa pamasaisai (Cyber Security Strategy) uye kuchengetedzwa kwemashoko (Data Protection Act). Vanzwei vachitaura . . .