Nhai Tariro Gezi so what happened to Baba vaHanna?.Makarambiranei shuwa nekubatana kwawakaita uku asi kuti ndiwe wakamusiya nekuti handione mhenya yakaita sewe ichingosiiwa hazviite.
Mweya yemadzinza hamusi kuiziva munyori chero ukatoita garo pano nekwamutoko chero ukatoita face inogedzwa nechocolate everyday mweya yezvimbo hausi kuiziva
Kurambana kuriko
Zviri nani pane kuzourayana nezvirwere or kupondana. Rudo rwunopera hazvina kutanga nhasi izvi
Munhu akangofa wani zvekutamba izvi zviriko and people move on 🤔 ungarambe uchichovha bhasikoro raponja 🤣🤣🤣... Tariro move zvako BaHannah move futi ndikoko