So theres been alot of talk about this woman that has two husbands I don't see anything wrong with that.
The woman's π₯π₯π₯π₯π₯π₯ there is no way she was going to be faithful to one man no chance she might as well come out in the open and date them both pachenaππππππ
Onakigwa zvake odhhla namadzimambo muranda kadzi she is one of the wisest women I have seen . Hazvifi zvakamuhurira zvima dzetse izvo zvinenge zvichingomufemera mugotsi zvotya kuti unoinda .
Chimugayi chimukadzi icho . Sharing is caring . Kana usingapedzi loaf re chingwa Kaone Hatidi kunzwa uchiti ndoda munhu one unomudii loaf rechingwa usingagoni kuripedza . Sit down there vanhu ngava chinjaniswe finish and klaar .