Swagger se lgbt 🏳️🌈 unoti nyadzisa nekuti shoresa , most of lgbt they mind ma business avo and if you do tht Evein life style yako inochinja, hosaka most of gays vanemari handisati ndamboyona ngochani inota rombe rakakaita sewe life yako inotenderera panhu one netuhembe twaunopfeka haizi life
wangu u need to hv ma investments ako uchirimudikiso wangu uri kukura kuchembera sure Unoda kusira mwana wako make up netuhembe twaunopfeka 24 hours entertaining vanhu vane life vhura maziso work hard uchine mukana stop it !! social media ita se part tim pleasure just for entertainment yako usinga tuke vanhu or to destroy ma
family evanhu chii chakadaro 🤦🏿♂️🙌my guy pamberi Pa vanhu oti mari Hauna uri rombe rengozi chairo l feel sorry for you apa oti uripama piritsi work hard because Pa uchasvika pakoma uchashaya achakubvisa madhodhi chaiwo nezvauri kuita vanhu puuu let me
unfollow you !!Usatisembure iwe Svaga.Mazepe ndiye watakuda TESE pano senyika tatogara pasi tikaona kuti muIrish wedu tinomuda nemoyo wese hatinei nezvehuipi hwake ratoodrama iro😂.Ingoita yawada hanya nani chidhoma chepaMafira Kureva.😂😂Mazepe kana wakanditarira tinoda kukuudza chokwadi chakaperera nhasi...Tinokuda wanzwa.Long live the The Irish King🥰🥰🩷🩷