Suweji iri kungoyerera pose-pose, kusanganisira pedyo nedzimba, kuChitungwiza izvo zvinogona kukonzera kupararira kwakanyanya kwecholera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere ichi kunzvimbo zhinji dzenyika