Thursday, January 23

Zimbabweans Wake Up Sure Kutorwa 500km Kuenda Konotengerwa Chicken In Muchitengesa Nyika Zivai Pekuvhotera Lobengula Style Kutengesa Nyika

Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti Makuruwani Lobengula vakatengesa nyika in exchange of a teaspoon of Sugar 😀 Taiseka tichiti hazviko ...

 

But now takuzviona tose kuti Zviriko...munhu anotakurwa more than 300 km kufambira kunopihwa low key bread ,Zvinhu zvekuti dai varikumabsa they could buy those items as a lunch ....but they're ready to give their votes to the destroyers ..just for a loaf .

 

 

Your well educated president in this arena bought some helicopter ambulances to rush to a hospital that has no paracetamol nor available specialist on time but our great grand children when told in 100years to come they'll do as you doing now Saka bho🤣Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti Makuruwani Lobengula vakatengesa nyika in exchange of a teaspoon of Sugar 😀 Taiseka tichiti hazviko ...

 

But now takuzviona tose kuti Zviriko...munhu anotakurwa more than 300 km kufambira kunopihwa low key bread ,Zvinhu zvekuti dai varikumabsa they could buy those items as a lunch ....but they're ready to give their votes to the destroyers ..just for a loaf .Kusatiza zvobva zvasangana nekutambura itori disaster chaiyo💔 imagine SA government inotoendesa vana kuchikoro mahara nekurapwa but vanhu varikutoti ANC ngaibaye zvakadaro..asi ZANU inokunyimai mari dzamunenge mashandira asi unonzwa umwe achiti pamberi nayo💔

 

Kuroiwa neane ngozi yekuMoza chaiyo

  • Share: