Monday, September 09

Zimbabweans Vojamuka Hatichada Mai Auxilia Vanodzidzisa Vanhu Kubika Chimodho Muvhu Ivo Vachidya Makeke Nemari Dzadu Tavekuda Change

Kudziswa kubika mufuswa murikudzimba dzenyu ivo vachiba havo goridhe imi muchikurungira doviKo kubikisa vanhu chingwa muvu kunge varikupisa zvidhinha muhovhoni.

 

 

Asi Zanu inoita vanhu mapenzi chaikoKo kugadzirirwa mbaura meno tsotso stoveIsu kuno kuMusumhe kuMberengwa kuno tinoti

 

 

 

mukadzi wechikidi akaisvonaka zvokutiKwete Okusiriya anofamba nyika yese achidzidzisa vanhu kubika mufushwa wavakakura vachidya

 

 

 

Toda first lady anofamba achipa vanhu ma sewing machines, ma laptop,ma business ideas .

  • Share: