Friday, November 29

Zimbabweans Kuseka Vanhu Vane Denda Reshuramatongo Edzi Dai Tarega Zvedu Zvinoshamisa Hazvo Senyika

It means vaitorovana chiweti big tymka hatingati yakabata kunamazepe ne1 day ago.feel sorry for his wife shem kuzoziva kuti murume airara nebest friend izvo hufrnd hwekupanana zviweti

 

 

 

 

 

Haa zve chirwere izvi dai mambomira kuseka vamwe zvenyu bcoz as long uri sexually active chete zvinogona kungokuwanawo shemThe stigma iri pakati pedu inotyisa kudarika chirwere chacho.

 

 

 

 

 

Chokwadi dai vamwe maipihwa mukana maitoda vane hutachiwana vauraiwe coz you make it sound like it's a choice and a crime.In this time and age let's learn to embrace those with and without , encourage everyone to know their status and if found positive to take medication without fear of being stigmatized.

 

 

 

 

 

 

That way we make the world a better place.This attitude yekuda kuroverera vanhu vane hutachiwana ndiyo inosaka vade kuzadza chirwere all over kuti vasekwe nekurovererwa vakawanda.Ngatichinjei matauriro edu nemaonero panyaya iyi please it's not nice at all

  • Share: