Ma drivers e uber please usauye ku phillip or new cross or cross roads ifa nenzara ukaona wanzi huya huya wakatogadzirira hondo une security ine pfuti otherwise unoperera kunzvimbo idzo even uka requestwa nwmusikana usauye chero zvikanzi ndirimwana wechikoro usauye please
RIP my brother💔💔 asi pamwe pacho vanhu mune chokwadi chamusingade kunzwa kazhinji hazvisi zvetrip yeUber zvinowanza kuurayisa vanhu ava vanenge vane zvipande thinking there are untouchable chete kana afa hapana anozobuda pachena kuti atsanangure ini pane vamwe bhudhi vandakamaka vandichada kuita example vakaramba
vachifunga kuti vakangwara or vanoshanda nedofo and this will break a record pano paFacebook kana zvazoyitika munhu anofanira kufamba nedumbu asina mawoko nemakumbo achirarama achinzwa pain achiita kuti vamwe vanhu vawone kushata kwazvo kwete kuwuraya💔