Wednesday, October 16

Zimbabwean lady Kuchema Vana Vatorwa Ne Home Office Nekuti

Zvakaoma. Vana votorwa nehome office nekushaya mapaper apa urikubasa. Batsirai veduwe. Folo Auntie NyarieWhy murikuti arikunyepa. I spoke to this lady. She send this audio to me ndikabataniza nefoto regoogle iro. Vakanda mabatwa nefear, hasha dzenyu makudzipedzera pakuti arikunyepa. Muchauya henyu

 

 

 

 

masvikawo vana vaenda. Lets show love and see kuti tobatsirana sei. Coz dambudziko iri ndere munhu wese ndatinzwirane nekuonesana kuti todiiI don’t think the issue has to do with immigration, I suspect that someone reported ku police Kuti the place irikutengesa ma drugs .

 

So normally they go and raid to remove the children .When they remove vana vanenge vachiti the place is not suitable for vana.

 

It’s not going to be an easy process to get them back .

 

 

 

 

According to them they look on the best interest of the children.The best interest is to remove them.

 

Try to engage Embassy urgently

  • Share: