Thursday, January 23

Zimbabwean Couple In SouthAfrica Yekuuraya Mwana Ane 4years Wesister Yavo Vszosungwa All Thanks To Moreboys Great Hope Akabata Mhondi Idzi

Ndoma guma guma epa border ndosaka vasina kunetsekana kujamba border dai vambo toucher vataure zveseTotenda pane vose vakabatsira kuti mhondi mbiri idzi dzisungwe.

 

 

Suitecase iyo zvainenge ropa Pa zip ko mai Ava Dzeve chii asi ndokuromba kwacho.Ko kuzoti family inoti ndakaromba nhai mai Princess kurombei ipapa huyai muende kuchikurubhi uko kune vamweHapana kuromba apa asi utsinye chete hwavanahwo vangatadza kutambura sei nemoyo wavo wakasindimara kudaro ndivo varoyi vanodya vanhu vachifamba

 

Dai mukafirako rufu runorwadza kukunda zvamakaita mwanaIvo baba ava kutototi ndinemukadzi iyo tsvina iyi uuuuuuuum I can imagine kamweya kanobuda apa.chete kazhinji chapa ndodzinogara nevarume.

  • Share: