Zanu ngaiisadari kuno it's now 12:40 hatisati tatanga kuvhota wedu ink iri kunzi hapana zanu yakaoma sure gold mafia iri kumiramira kuti vasabve varambe vachiguta vega
Vanawo mavotes another way yekurigger shame ngaasatombopaenda pachigaro uyo vanhu vangafeSaka vaitenga machicken inn vachitadza kutenga ink???
Vakat tovanyima mapaper ,basa reku looter gold vachitadza kuprinter enough papers ashaikwa aendepi vaenda kuno votera kumbaka
Even in bulawayo zvimbo dzakawanda hadzina ma papers😥😥😥 zvatotanga soSame Glen viewWarren park dang no papers