😷True reflection of what the party stands for😷😷😷😷Uyu wekubata vana chibharo Zim leadership will make you sick to the stomach🤬🤬🤬🤬🤬🤬
Ndivo vatungamiriri vedu zvavanoita pamberi peedu so tinoti tirikuendepi ne zvakadai sure sureGore rino vanhu varikuBleswa nekutumidza vanhu mazita shuwa last month dzabu ,this month ed huchi ,regai nditotumidzewo CCC, hakuna chinomisa Chamisa Kuti ave president weduKana usati
vambotadza tora imbwe uteme mukadzi ainge apomba asi hanzi pakashaikwa shoko rinodaro tese tinotadza iye akanamata kuna Mwari akayeukwa zvibvunze kuty vakangi vanofamba nevanhu vane mari kana iye mutunga mirirri ve nyika asanga navangani vama situations akasiyanasiyana asi iye jesu anoita minana kana ada hake korokotedzai vaitirwa Nyasha kwete kuvana chilonzero chero yako nguva ichakwana yogona kukwana uri
pakuponda chaipo votoyekwa na jesu nekuty unenge vapfekwa ne mweya va satani usina fungiro yacho saka anoziva hupenyu hwedu tose ndiye MusikiGrace yakamuwana akwira bhazi kudzokera kumusha achibva kujeri. Paunogumira Mwari ndipo paanotangira. Just that statement is now a slogan kubato ravo.Mukaziva kuti kune chinonzi grace muchamedza godo riripahuro apo.
Sauro akauraya multitudes of belivers nyasha dzikazomuwana akazova pauro muapostori wevangeri. Makorokoto zvenyu sekuru aiwa Mwari huchi ,nyasha dzake huchi