Friday, November 29

Zanupf Ndiyo Yasimudzira Mambo Dhuterere Mhepo Kubva Zvavaka Joiner Bato Iri Izvezvi Marriage Yaparara Vanhu Votaura

Takakuudza Iwe mhombwe kuti zvawaita zvekushandiswa ne Zanu pf uchazvidemba 

Hapana kutora nguva nhasi zviripi?

 

 

 

 

 

Bvunza Ana tambaoga ,Ana chingz ,Ana Amos Mahende etc Zanu pf ukatamba nayo unopera 

Nekuti Zanu isatanism pachayo

 

 

 

 

 

Wati wadini hako uchamama hakoAteya mari a murutsva haachatyi kusvika magaro.Vanhu tisati tanyengereka paNyama ngatityei Mwari kwete munhu. Let's not judge this guy.

 

 

 

 

 

 

 

Miyedzo kuvatendi ndiro shoko kunamai Dhut....Kikiki the Guy was ok all along, but paakazotanga zveMusangano akazorasa focus, kuZanu kuna mababe, zvakazonakidza, ndokubva akangamwa kuvhara zipi.

  • Share: