Madam Boss pray ndaona kuchema kwevanhu vakawanda nyika yese, life yenyu imboisai kuna Mwari not kuvanhu ndaona nyadziso pamberi pehuso wenyu kana zvichiita tsvagai security pamba penyu inokuchengetai manheruI decree and declare Psalms 91 and 23 pamsoro pako Tyra nevana never vaunogara navo nemurume wako..God brought u this far ..He will protect you always ..AmenMwari akapa nyadziso kuvavengi vavo,is the same God who will fight her battles...May Psalms 91 be your Portion Madam BosssI remember a certain lady akapa Felly warning amurotera vanhu vakamshora,asi pakazosungwa Fely makatanga kut hope dzaive dzechokMakati hee Tyra akadya chibereko haachaiti mwana akanamata Mwari vakamurangarira. Saka the same God akanzwa kuchema kwaTyra is the same God achamurwira pahondo dzose. Vana satan torai hope dzenyu muende. Madam boss's grace is sufficient