Tuesday, February 04

Vanhu Voti Tinashe Mugabe DNA King Asaite Zvinhu Zvinokonzeresa Mudzimba Dzevanhu Nekutaura Mazita Evanhu pachirongwa Chake Ngaasade Kutijairira

Tinashe Mugabe anoita zvema DNA Test oudzwaa asaite zvinhu zvinokonzera mudzimba dzevanhu nekutaura mazita.

Vanhu vanoenda kuma DNA musade kutamba nepfungwa dzedu baba voti mai vakati uyu oti zvimat xvikati mai voramba .makutijairira vamugabe musabvume vanhu vanouya pashow vachitaura mazita evanhu.

  • Share: