Masocialites,felebs, celebs,Artists etc mukasadhingura zvimbuya zviviri izvi hamufe makatrenda pano as long as varivapenyu.Ndivo chete vanorira pamedia.Kungokosora munhu wese anenge akutoda kuziva kuti vakosora sei uye kupi.Izvezvi nyika yese yakangovhurisa maziso mimba yaTyra nemascandal aMai Tt😂.Vamwe vese hamuna kana basa.Dhingurai vanhu ava murirewo.Vabvunzei n'anga yavakaenda muendewo.