Hanty ndakakuudzai ngundu inoda kuzvikwanisira pasiri payo hanzi heeee akapiwa 2k ko kupiwa mari ndokudiwa here ndohushamwari here?Ndogara ndichitaura kuti sineki family iyi ine kamwe kahudofo zvimwe azvidi pa vakadzi vakuru ๐๐๐๐๐Tonto afunga kuti atukwa neshona haana chanzwa atovhunduka kuti makore akawanda ndochii ichocho if kunyadziswa was a person๐คฃ๐คฃ๐คธโโ๏ธ๐คธโโ๏ธ