Sunday, February 02

Vanhu Varikuseka Kutsva Kwe Nash Paints Ya Tinashe Mutarisi Makakwana Here Chii Chinofadza Godo Nehuroyi Mazimbabwean

Tinashe Mutarisi Nash Paints😭😭😭😭😭lm just imagining vacharasikirwa nemabasa hutsinye husingaonekwe nemuvengi vanga vachitoraramisa mhuri pachaitwa ma investigations ne forensic igozopindirwa ne insurance hameno zvima insurance zvacho zvichiri kunyatso compensater Mari yese here machines yozotanga kugadzirwa vozohodha raw material basa rozotanga vashandi vakangogara vachidyei vachibhadhara neyi rent haaa zvakaoma ZANU makaoma zvamakaita futi Strive Masiiwa kumurufusha kusvika aramwa akabuda munyika mxm.

  • Share: