Saturday, February 01

Vana VaMacheso Vaenda Nechimuti Asi Wa Dhewa Hameno Chii Nhai Moyo Peter Zvemagitare Zvaramba Dzingori Nharo Chete

Vese vakungomanikidza manikidza

Vana vaMacheso vanogona asi havakunde mwana waDhewa 😜😜😜

Kana mazogara Peter anoyimba hake

  • Share: