Vakadzi moyo wekubereka takaisepiko video yemwana akaraswa mutoilet guys inorwadza mwana kubuda akazara honye muviri wese pandaona
akaputirwa ndafunga kuti hasi mupenyu ndinzwe mwana akutochema veduweðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜veduwe ko tinoiteiko vanhukadzi dzivirirai zvee kaa musingadi vana ndarwadziwa iniðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Iiiii haritarisike yoooo....ko mkadzi wacho arikup ndaida kumuona Kut face yacho yakadiiNdagwadziwa video racho ndanzwa kumerera iwe Bete vakadzi
Mwari ave nesuI blame men ,haisi mhosva yema ladies,men tend to promise then after impregnation oshanduka n the lady is left with no optionNevarume be responsible ndivo vari kuramba nhumbu ivava munhu opererwa... Dai akabatwa mkadzi uyu anoda punishment size yake chaiyo