Hahaha ndaseka maiwe zvangu weduwe mmmm moving grave. Apa baba wanemhuri vana wacho wachinzwa baba wacho wachotukwa kudai mmmm ko idzo hama dzaGilbert dzinonzwa sei weduwe. Dai kamusikana kacho kari kasvinhu zvirinani.