Saturday, November 30

Tom Jones Owundura Doreen Zvirimubhurugwa Tengera Murume Bhutsu

Tengera murume bhutsu iwe mari yembanje nebrongo ukuyisepi dumbu rinenge chigubhu chamamirwa nahwindi

 

 

 

 

 

Nhai iwe Tom ko murune wa Dorie adii ko kana riri gumbo rake raka tsveyama zvinei nekutengerana butsu siyayi murume uyu taura na Dorie kwete kupinza hubby wake .

 

 

 

 

Wapiwa marii na Ketsina usadaro waidiika zvino same fanana na Ketsina . Leave you life u are good like that zvekutsvaga content ye mhuri mangwana unosara wega. Kana wagwadziwa ne shangu Tenga kaiwe unayo mari change ye MOTA

 

 

 

 

Don't be hotspotted Tom Jones vanhu avaa masisters mangwana vachawirirana iwee vanenge vakutokuita benzi blood is thicker than water

  • Share: