Dzungu mayiriwanza vasekuru tayikuudzayi kuti ZANU inokushandisa yobvayakusvipa😂now wave marengenya nedzungu rese riya nematambudziko😂😂😂Taura hako Tom hahahahahaha rachizongoti wawawa zvino .
Kubva parakaba mari yaPanga ririkuwundurwa nenhamo ana Wicknelo vachingomwaya mari kumwe iro rakatarisa
Chisinga zivikwamwe nesu ma Zimbabwean chinhu 1 tinoisapota asi nzara ichitirova nekuda kwekudzungaira dai mwari ativhura brain tazivawo zvinoitira munhu wese zimbwa ravadongo asi muzere zviwanikwa nyika iya ingadai iri little Landon