Monday, February 03

Tirikutsvagawo Anna Neria Mubvumbi Akapedzisira Kuwanikwa Pakati Pechimoyo Netete Ku Mozambique Achinzi Akakwira Truck Raienda Kumalawi Nangasi Haasati Awanikwa

Tokumbirawo kutsvagirwawo Anna Neria chibvumbi akapedxisira kuwanimwa pakati pechimoyo netete kumozambique achinzi akakwira Truck raienda kumalawi nanhasi haasati awanikwa kune vose vanokwsnisa kuziva kwaari tibatei  0027833330529

  • Share: